म्यूज़िक वीडियो

Nyasha Pamsoro Penyasha : Takesure Zamar Ncube
{artistName} द्वारा {trackName} संगीत वीडियो देखें

में प्रस्तुत

क्रेडिट्स

PERFORMING ARTISTS
Takesure Zamar Ncube
Takesure Zamar Ncube
Performer
Worship Addicts
Worship Addicts
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Takesure Zamar Ncube
Takesure Zamar Ncube
Songwriter

गाने

Mabasa enyu tamaona baba dzinori Nyasha nyasha AKUSI KUNGWARA (Words&music Clive Mukundu) -Patakatanga, magitare, taive, takawanda Tiine tarisiro, yebudiriro -Tati fambei, mundima, vamwe vose ndokutisiya Kana neni pano, ndingadai ndisipo -Hakusi kungwara, kuti ndive pano Dzingori nyasha dzenyu ishe, asi Hakusi kungwara-X2 -Ndarangarira tichisimbisana Kuti vakomana zvichaita chete Ndaisaziva kuti nhasi, vachange vasipo -Handikanganwe tichirara nenzara Tichiti vakomana zvichaita chete Ndaisaziva kuti nhasi vachange vasipo
Writer(s): Takesure Zamar Ncube Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out