गाने

Ah Dangerous ndege kwaMzilikazi Dangerous aka kanodhonza bhazi Dangerous ndege kwaMzilikazi Dangerous aka kanodhonza bhazi Ngati bounce ti bounce Bata musana tenderera ita kujunga Baya, baya Ngati bounce ti bounce Bata musana tenderera ita kujunga Baya, baya Ngati rare kunze Bata musana tenderera ita kujunga Baya, baya Ngati bounce ti bounce Bata musana tenderera ita kujunga Baya, baya Ramba uchikakata, famba chisikana Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza Ramba uchikakata, hwehwe Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza Ramba uchikakata, famba chikomana Kudubura bhodho, bhodho kukokota hwehwe Ramba uchikakata, famba chisikana Kudubura bhodho, bhodho kukokota Toita madiro shasha Dariro rine vene varo shasha Hokoyo hokoyo ah Koyo hokoyo hokoyo Totura mutoro famba Kanganwa nhombo mudiwa famba Hokoyo hokoyo ah Koyo hokoyo hokoyo Zvinoita zvega so Kana ini ndazvitanga zvangu Hokoyo hokoyo ah Koyo hokoyo hokoyo Silent Killer paJoza! Bata hokoyo hokoyo ah Koyo hokoyo hokoyo Isa chi barricade Vharira suspect Eh vhara gedhi Vhara gedhi Ndoita chi mad mad Zvisina discord Eh vhara gedhi Vhara gedhi Ndipe ka suitcase Kane magirinedhi Eh vhara gedhi Vhara gedhi Eh vhara gedhi Vhara gedhi Eh vhara gedhi Vhara gedhi Ramba uchikakata, famba chisikana Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza Ramba uchikakata hwehwe Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza Ramba uchikakata, famba chikomana Kudubura bhodho, bhodho kukokota hwehwe Ramba uchikakata, famba chisikana Kudubura bhodho, bhodho kukokota maiwe Chukuchu chukuchu kukuchukudza Kana ndakunakidza chipururudza Ndibate panodzimba usandirega Vanoringa zvinovashungurudza Kiya eiye bae chukucha (kiya) Wakadengezera (chukucha) Ndichazokutengera (chukucha) Kaya kaunodisa (chukucha) (Kiya) eiye bae chukucha (kiya) Wakadengezera (chukucha) Tarisa varume (chukucha) Vari kungonongedzera (chukucha) (Kiya) eiye bae chukucha (kiya) Wakadengezera (chukucha) Tarisa varume (chukucha) Mafuta awandizorera (oyerera nedikita) Waita kabheriya (shiringinginya waichukucha) Ambi kuzorera (woye ane dikita) Mwana andigonera (shiringinya waichukucha) Ramba uchikakata, famba chisikana Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza Ramba uchikakata hwehwe Kudubura bhodho, bhodho kukokota Dangerous ndege kwaMzilikazi Dangerous aka kanodhonza bhazi Dangerous ndege kwaMzilikazi Dangerous aka kanodhonza bhazi Ibva munzira (bhomba) Kangoma kakonzera (hondo) Nekuti tagadzira (bhomba) Kangoma kakonzera (hondo) Buda munzira (bhomba) Kangoma kakonzera (hondo) Tamuka achigadzira (bhomba) Kangoma kakonzera (hondo)
Writer(s): Thomas J Henriksen, Caramello Caramello Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out