album cover
album cover
Jairos 1 जनवरी 2002 को Universal Music (Pty) Ltd. द्वारा एल्बम Samanyemba के एक भाग के रूप में रिलीज़ किया गया था
एल्बमSamanyemba
1 जनवरी 2002
लेबलUniversal Music (Pty) Ltd.
BPM128
मधुरता
ध्वनिकता
वेलेंस
डांस करने की क्षमता
ऊर्जा

गाने

Yarira mhere kumusha uko varikuchema, vana vano chema zuva nezuva vanochemera iwe wavakanganwa seikooo?

Yorira mhere kumusha uko varikuchema, mhuri inochema zuva nezuva inochemera geza tidye waikanganwa seikooo?

Yarira mhere kumusha uko varikuchema, mai vanochemwma zuva nezuva vanochemera dangwe rangu wandikanganwa seikooo
Yarira mhere kumusha uko varikuchema, baba vanochema zuva nezuva vanochemera gotwe rangu wandirauraya nenzara kaa
Dzora moyo mwana wedangwe, vari kumusha vanochemawo newe

Dzora moyo Jairos, vari kumusha vanochemawo newe

Dzora moyo tifare, vari kumusha vanochemawo newe
Dzora moyo tifare, vari kumusha vanochemawo newe
Yarira mhere kumusha uko varikuchema, vana vano chema zuva nezuva vanochemera iwe wavakanganwa seikooo?
Yorira mhere kumusha uko varikuchema, mhuri inochema zuva nezuva inochemera geza tidye waikanganwa seikooo?
Yarira mhere kumusha uko varikuchema, mhuri inochema zuva nezuva inochemera geza tidye waikanganwa seikooo?
Yarira mhere kumusha uko varikuchema, mai vanochemwma zuva nezuva vanochemera dangwe rangu wandirauraya nenzara kaa
Dzora moyo mwana wedangwe, vari kumusha vanochemawo newe
Dzora moyo mwana wedangwe, vari kumusha vanochemawo newe
Dzora moyo Jairos, vari kumusha vanochemawo newe
Dzora moyo Jairos, vari kumusha vanochemawo newe
Dzora moyo tifare, vari kumusha vanochemawo newe
Written by: Tongai Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...