क्रेडिट्स

PERFORMING ARTISTS
Freeman HKD
Freeman HKD
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Emegy Chizanga
Emegy Chizanga
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Sunshine
Sunshine
Producer
Ngoni Shamudzarira
Ngoni Shamudzarira
Producer
Shamex
Shamex
Producer
Rodney Beatz
Rodney Beatz
Mixing Engineer

गाने

Haaa ava vati patinovata HK Asi Mwari vanenge vakativhumbamira Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba (aah) gomba (aah) gomba Isimba ravo rekuratidza kuromba (haa kuromba haa) Ndakatakura mukwende vaitoda Kundisundira mugomba (haa mugomba haa mugomba) Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga (aaah kutonga aaah kutonga) Vanenge vachitoda kundifushira Mugomba Vanotoda ndiende kumaziva ndadzoka Manje ndakachengetwa handina chandinotya Zvamaimanje ndiripo Handisi kuzofa Vanopapikisa pandinenge ndagona Ndosaka vachititumira makona Target yavo ndeyekudeura ropa Ndosaka vasingatishaire mhosva Dem is ah evil and dem badmind pachijama Zvavano feela zvandisimbisa bhama Vanoda ndimedzwe sezvakaitwa Jonah Tynash uripi shura iro hona Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba gomba (aah) gomba gomba (aah) gomba Isimba ravo rekuratidza kuromba (haa kuromba haa kuromba) Ndakatakura mukwende vaitoda Kundisundira mugomba (haa mugomba haa mugomba) Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga (aaah kutonga aaah kutonga) Ukangomira-mira unovanzwa vohumana Sandi vekure bodo ndinoreva vehukama Vane ruvengo Moyo kubaiwa ndakushanda Vanofara veropa rimwe tabukana Vanoda ndiende muguva kunge matanga Torro vangwarire hakasi kekutanga Pasi pano pezuva ndanaSatan Vanokuchidzira pandinotsva nematanda Vanoda kundivharisa pandino riser Havafare pandinoti ndakunogaisa Vanotarisa rutivi pandodarika Havatimise Sunshine Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba gomba (aah) gomba gomba (aah) gomba Isimba ravo rekuratidza kuromba (haa kuromba haa kuromba) Ndakatakura mukwende vaitoda Kundisundira mugomba (haa mugomba haa mugomba) Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga aaah kutonga aaah kutonga) Vanenge vachitoda kundifushira Mugomba Vanotoda ndiende kumaziva ndadzoka Manje ndakachengetwa handina chandinotya Zvamaimanje ndiripo Handisi kuzofa Vanopapikisa pandinenge ndagona Ndosaka vachititumira makona Target yavo ndeyekudeura ropa Ndosaka vasingatishaire mhosva Dem is ah evil and dem badmind pachijama Zvavano feela zvandisimbisa bhama Vanoda ndimedzwe sezvakaitwa Jonah Tynash uripi shura iro hona Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba gomba (aah) gomba gomba (aah) gomba Isimba ravo rekuratidza kuromba (haa kuromba haa kuromba) Ndakatakura mukwende vaitoda Kundisundira mugomba (haa mugomba haa mugomba) Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga (aaah kutonga aaah kutonga) Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba gomba (aah) gomba Isimba ravo rekuratidza kuromba (kuromba) Ndakatakura mukwende vaitoda Kundisundira mugomba (mugomba mugomba) Zvakadaro Mwari ndiye anotonga (kutonga kutonga) Shamex to the world
Writer(s): Emegy Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out