म्यूज़िक वीडियो

Kunaka Kwenyu (Live At City Sports Center) - Minister Michael Mahendere & Direct Worship
{artistName} द्वारा {trackName} संगीत वीडियो देखें

में प्रस्तुत

क्रेडिट्स

PERFORMING ARTISTS
Minister Michael Mahendere
Minister Michael Mahendere
Performer
Direct Worship
Direct Worship
Performer
Nigel Nyangombe
Nigel Nyangombe
Performer
C.O.G Beats
C.O.G Beats
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Minister Michael Mahendere
Minister Michael Mahendere
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Nigel Nyangombe
Nigel Nyangombe
Producer
C.O.G Beats
C.O.G Beats
Producer

गाने

Jeso Jeso Makatendeka Mwari wangu Munoshandura kuchema wova mufaro Iko hakuna chinhu chinokukonai Oh Jesu Ndinoona kunaka kwenyu Makatendeka Mwari wangu Moshandura kuchema wova mufaro Hakuna chinhu chinokukonai Oh Jesu Tinoona kunaka kwenyu Saka tinoona kunaka kwenyu Kunaka Tinoona kunaka kwenyu Kunaka Muhupenyu hwedu Kunaka Muhupenyu hwedu Kunaka Isu tinoona kunaka kwenyu Kunaka Tinoona kunaka kwenyu Hey, Oh Jesu Tinoona kunaka kwenyu Hallelujah Jeso Jeso Jeso Jeso Munoita minana Mwari wangu Moshandura kuchema wova mufaro Hakuna chinhu chinokukonai Oh Jesu Tinoona kunaka kwenyu Munoita minana Mwari wangu Moshandura kuchema wova mufaro Hakuna chinhu chinokukonai Oh Jesu Tinoona kunaka kwenyu Saka isu tinoona kunaka kwenyu Kunaka Tinoona kunaka kwenyu Kunaka Muhupenyu hwedu Kunaka Mumhuri dzedu Kunaka Mwari tinoona kunaka kwenyu Kunaka Tinoona kunaka kwenyu Oh Jesu Tinoona kunaka kwenyu Isu tinoona kunaka kwenyu Kunaka Tinoona kunaka kwenyu Kunaka Kunaka Mwari makanaka Kunaka Tinoona kunaka kwenyu Kunaka Tinoona kunaka chete Oh Jesu Tinoona kunaka kwenyu Jeso Saka isu tichaona kunaka kwenyu Kunaka Tichaona kunaka kwenyu Kunaka Mugore rino Kunaka Nerinouya Kunaka Mwari tichaona kunaka kwenyu Kunaka Tichaona kunaka kwenyu Oh Jesu Tinoona kunaka kwenyu Mwari tichaona kunaka kwenyu Mugore rino Kunaka Nerinouya Kunaka Tichaona kunaka kwenyu Kunaka Muvana vedu Kunaka Vachapasa kuzvikoro Kunaka Vanobudirira Kunaka Tichaona kunaka chete
Writer(s): Michael Mahendere Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out