Dari
PERFORMING ARTISTS
Pengaudzoke
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Daiton Somanje
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Daiton Somanje
Producer
Lirik
Ye ye ye ye ye
Ye ye ye ye ye
Diana maitiro ako handiade mwana Wamesa ye
Diana maitiro ako handiade mwana Wamesa ye
Kana wofamba famba wega usiye vana ava
Kana wofamba famba wega usiye vana ava
Kufamba neusiku masikati unenge uripiko?
Kufamba neusiku masikati unenge uripiko?
Kumafaro kwaunoenda enda wega usiye vana ava
Kumafaro kwaunoenda enda wega usiye vana ava
Mhedzisiro dzacho uchapa urwere vana vana vose
Mhedzisiro dzacho uchapa urwere vana vana vose (kuvadza)
Mhedzisiro dzacho tichakonana pamusha pano apa
Mhedzisiro dzacho tichakonana pamusha pano apa
Ye ye ye ye
Ye ye ye ye
Diana maitiro ako handiade mwana Wamesa ye
Diana maitiro ako handiade mwana Wamesa ye (tsika)
Kana wofamba famba wega usiye vana ava
Kana wofamba famba wega usiye vana ava (kuvadza)
Kufamba neusiku masikati unenge uripiko?
Kufamba neusiku masikati unenge uripiko?
Kumafaro kwaunoenda enda wega usiye vana ava (kuvadza)
Kumafaro kwaunoenda enda wega usiye vana ava (tema)
Mhedzisiro dzacho uchapa urwere vana vana vose
Mhedzisiro dzacho uchapa urwere vana vana vose (kuvadza)
Mhedzisiro dzacho tichakonana pamusha pano apa
Mhedzisiro dzacho tichakonana pamusha pano apa
Diana we famba wega
Diana we famba wega
Famba wega famba wega iwe
Famba wega famba wega iwe
Mary arara pano mhosva ndiwe
Mary arara pano mhosva ndiwe
Rose akaenda pano mhosva ndiwe
Rose akaenda pano mhosva ndiwe
Diana we famba wega
Diana we famba wega
Imi musabate bate pane ziso
Kubira Tau, kubira Kivi, kubira Pure, vari kuchema
Diana we famba wega
Diana we
Written by: Daiton Somanje