Lirik

Futi futi ndashamba ini ndakwiza Kwete vaya vanoramba kana kutiza Bhavha haridi kujamba kunge hwiza Chero muri muchando hapadi visa Haaaa Gucci,Louis,Versace Prada Prada Prada Ndoma label echimbada mbada mbada Gucci, Louis,Versace, Prada Prada Prada Ndovasiya vese vachi Prata Prata Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy snappy) Ndakachena tora mapikicha Aiwa nhasi ndakachena wowoo Sendebve dzafather Christmas hoo hoo Aiwa wangu wakunditsika hoo hoo Handisi kuda zvemabororo zvewowowo Ndiri poor cousin zvangu but kana ndichi looker looker ndofila rich Zvekuti twakakwidza twekwangu ndokutuka nechirungu kuti son of a himhi Mababe ane maeye shadow lipgloss siya Vamwe vacho ndeve mabig boss yah Aaa hoo hauna door aaa hoo hauna door Simbi dzisingasimudzike heavy heavy Ndedzana mandebvu vasinga shevhi shevhi Kana uchimadawo macurve Booker tebhuru dzigarire mabhodhoro sa Bev Bev Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy snappy) Ndakachena tora pikicha Tora mapikicha isa mafirita Usama limiter Asina kubuda tichazoma deleter Zvepa insta zvinoda skiri sha zvinoda kudeliver Zvinoda kusiya vanhu vachi believer Ndakamatchesa zvangu down to top I don't want to talk Smart rega riri kumhan'ara Ringava risina kubuda mushop I'm just looking dope Hazvina kungouya mahara Ishe komborera ghetto yut Chero mumafaro ivai naro futi Nguva yimwe yekufara ringazoiwana kupi Mumastreets muri kupisa baba haisi juti Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy Snappy) Ndakachena tora mapikicha Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy Snappy) Ndakachena tora mapikicha
Writer(s): Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out