Lirik

Inga wani ndakabvisa mapondo Shuwa, shuwa ndakabvisa mapondo ini Apa baba mandinyanya, baba munoshusha Imi baba munonetsa, baba munoshusha Inga jeredzwa rangu ndere mapondo Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo imi Mangwana mangwana mukwasha ndipe makwacha, ayika Mangwana mangwana mukwasha ndipe nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Hoyi hoyi, ndakavisa mapondo wani Shuwa, shuwa ndakabvisa mapondo Haunenzva, haunenzva sahwira wareva Haunenzva, haunenzva sahwira watonga Hunzi, shuwa tezwara wanyanya rushusho Shuwa, shuwa tezwara wanyanya rushusho, hinde mambo Mangwana, mangwana mukwasha ndipe mwana wenzou, ayika Mangwana, mangwana mukwasha ndipe makwacha, ah Ukasadaro mwana wangu ndotora, hezwo Shuwa, shuwa mwana wangu ndotora, ayika Hamuone here mwana mamupa manyemwe, mamupa mawara Hamuone here mwana mamupa manyemwe, oh Unonzwa oti kwandinobva ndekwehutepfetepfe Kwandinobva kwandinobva ndekwehutepfetepfe, hoo Kwandinobva kwandinobva ndekwehutepfetepfe, haiwa tigere Jeredzwa rangu ndere mapondo imi Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo, honde mambo Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Ndoiwanepi nyanga yenzou, ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere? Haunenzva, haunenzva sahwira wareva uyo
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out