Dari

COMPOSITION & LYRICS
Kerem Kocak
Kerem Kocak
Songwriter
Innocent Ezra Tswamuno
Innocent Ezra Tswamuno
Songwriter

Lirik

Ndoda kukupawo zita rangu
Ndoda ukudzewo dzinza rangu
Tifambidzane timbike
Rudo rwedu ruvadzidzise
Ndoda kuumbawo musha wangu
Ndoda uvimbe musimbe rangu
Ndikupe zvese mudiwa wangu
Mira neni
Usatye iwe ndichauya kumba kwenyu
Parizvino ndirikuvhima mumasango (Sango rinopa aneta)
Usacheuke tinokunda tichaona
Hama neshamwari dzichiuya kumafaro (Fano gadzirira)
Ooo Baby, I got you
Ooo Baby, I got you
Ndiregerere musikana
Nguva refu wakamirira
Ndiri kuzeza kufambira
Pandakabata kutsvinyira
Ndinomboshuva kukutizisa
Asi chinangwa kuvadzidzisa
Tifambe nzira yakajeka
Hatingakundi tiritega (Oh yeah)
Usatye iwe ndichauya kumba kwenyu
Parizvino ndirikuvhima mumasango (Sango rinopa aneta)
Usacheuke tinokunda tichaona
Hama neshamwari dzichiuya kumafaro (Fano gadzirira)
Ooo Baby, I got you
Ooo Baby, I got you
Written by: Innocent Ezra Tswamuno, Kerem Kocak
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...