Lirik

Sara woga, sara ugarike, sara mai mwana Zverudo zvaramba Sara woga, sara ugarike, sara mai mwana Zverudo zvaramba Uchawana vanhu vachakunyeperawo Sara woga, sara ugarike Uchawana vanhu vachakunyepera kweku pekapeka Sara woga, sara ugarike Uchawana vanhu vachakunyeperawe Sara woga, sara mai mwana Uchawana vanhu vachakunyeperawe Sara woga, sara mai mwana Woye, woye, woye Woye, woye, woye Uchawana vanhu vachakunyeperawe Sara woga, sara ugarike, sara mai mwana Zverudo zvaramba Sara woga, sara ugarike, sara mai mwana Zverudo zvaramba Uchawana vanhu vachakunyeperawo Sara woga, sara ugarike Uchawana vanhu vachakunyepera kweku pekapeka Sara woga, sara ugarike Sara woga, sara ugarike, sara mai mwana Zverudo zvaramba Sara woga, sara ugarike, sara mai mwana Zverudo zvaramba Uchawana vanhu vachakunyeperawo Sara woga, sara ugarike Uchawana vanhu vachakunyepera kweku pekapeka Sara woga, sara ugarike
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out