Video Musik

Video Musik

Dari

PERFORMING ARTISTS
Leo Magozz
Leo Magozz
Performer
PRODUCTION & ENGINEERING
Nasper
Nasper
Producer

Lirik

It's a Wednesday feeling
I've been broken
But I'm now healing
Life haizi eazy
Handimuke ndakarara
Ndine hobho mazibhiri
Make a dollar out of 15cents
Stepping in the club
Like I'm 50cents
You can see the way I dress
Kuti choda madhirezi
Hennessy mu cup yoda
More more cents yae
Mabhebhi akanaka anoda succexx
Haimire handimire
Kushanda ndisina success
3 things zvandoda iMari
Power and the Respect
Nasper zvinhu 3 zvandoda
Zvinhu 3 zvandoda iMari
Power and the Respect
Uuuh
Ndoda mari ine mumvuri
Uuh
Pretty girls in life
Saka poda mari ine mumvuri
Uuuh
Ndoda mari ine mumvuri
Uuh
Money on my mind
Saka ndoda mari ine mumvuri
Summer time tiri kokoko
U know it's a vibe pana Nitro padeck
DJ Tamuka vobva vatipa Magetsi
Hapana Mutsvene so we gat no Mercy
Zvirimo muDNA
Zvekuhwina zvirimo mu DNA
Street smart kana uchida
Kuzoita Billionare
Ndoda mabhebhi anemoyo
Kunge Tamy yae yae yae
Mabhebhi akanaka anoda succexx
Haimire handimire
Kushanda ndisina success
3 things zvandoda iMari
Power and the Respect
Nasper zvinhu 3 zvandoda
Zvinhu 3 zvandoda iMari
Power and the Respect
Uuuh
It's a Wednesday feeling
I've been broken
But I'm now healing
Life haizi eazy
Handimuke ndakarara
Ndine hobho mazibhiri
Make a dollar out of 15cents
Stepping in the club
Like I'm 50cents
You can see the way I dress
Kuti choda madhirezi
Hennessy mu cup yoda
More more cents yae
Written by: Leo Magozz
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...