Lirik

Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Wainda Mbire warova Wafuratira pwere Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Wainda Mbire warova Wafuratira pwere Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nhawo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Hubaba hwemanje madzoro Ndikafa munowana mumwe Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Hubaba hwemanje madzoro Ndikafa munowana mumwe Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Vamakasiya vaye Havana muchengeti Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Vamakasiya vaye Havana muchengeti Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde! Dzoro riye raramba Hubaba hwuye hwaenda Hwashaya mudengezeri Dzokai nahwo hupfunde!
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out