album cover

Kide

9988World2018
album cover
Kide è stato pubblicato il 2 novembre 2018 da Military Touch Movement come parte dell'album Chitubu
AlbumChitubu
Data di uscita2 novembre 2018
EtichettaMilitary Touch Movement
BPM96
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Mmm, zuma (tambira) ah, mukombe wangu zoom (tambira)
Mmm, zoom tambira, madiriranwa aya
Milli...
Ngatipinde munzira, hapachisina nguva shamwari dzangu, shamwari dzangu
Inga munozviziva kuti rasvika zuva machinda we, shamwari dzangu
Ngatipinde munzira, hapachisina nguva shamwari dzangu, shamwari dzangu
Inga munozviziva kuti yasvika nguva machinda we
Tarara takadhakiwa, tamukira musango (tamukira musango)
Asi patangomukira tatangidza mutambo (tatangidza mutambo)

Kamari kese kapera, kamari kerusambo (kamari kerusambo)
(We turn it up, we turn it up) we turn it up
(We turn it up mama) we turn it up nonstop

(We turn it up mama, we turn it up)
Ndiri non-starter, zvichinge zvandibata ndinorema semakata, eh
No wahala, hakuna matata, everything sour, sour (sour, sour)
Kide (sour) wandibata samambo, Kide ahh, ahh
Kide (sour) ndikafunga chinhambo, Kide (Kide)
Tine morari, tine zokozoko (ah tine moto) tine moto, tine morari
Tine morari, tine zokozoko (ah tine moto) tine moto, tine morari
Tine morari, tine zokozoko (ah tine moto) tine moto, tine morari
Tine morari, tine zokozoko (ah tine moto) tine moto, tine morari
Tarara takadhakiwa, tamukira musango (tamukira musango)
Asi patangomukira tatangidza mutambo (tatangidza mutambo)
Tarara takadhakiwa, tamukira musango (tamukira musango)
Kamari kese kapera, kamari kerusambo (kamari kerusambo)
(We turn it up, we turn it up) we turn it up
(We turn it up mama) we turn it up nonstop
(We turn it up, we turn it up) we turn it up
(We turn it up mama, we turn it up)
Pawadzikira wakurunga chiuno iwe chimhandara wandigonera
Kugegedzera kutambira musango murimega-mega hamuna matyira
Itsvarakadenga, sarura wako iwe chingosimudza, ingonongedzera
Tarisa uwone, kana urimupfupi kunge Zakeyo kwira manera
Kide wandibata samambo, Kide ahh, ahh
Kide ndikafunga chinhambo, Kide ahh, ahh
Kide (sour) wandibata samambo, Kide ahh, ahh
Kide (sour) ndikafunga chinhambo, Kide
Tarara takadhakiwa, tamukira musango (tamukira musango)
Asi patangomukira tatangidza mutambo (tatangidza mutambo)
Tarara takadhakiwa, tamukira musango (tamukira musango)
Kamari kese kapera, kamari kerusambo (kamari kerusambo)
(We turn it up, we turn it up) we turn it up
(We turn it up mama) we turn it up nonstop
(We turn it up, we turn it up) we turn it up
(We turn it up mama, we turn it up)
(Kide yo) varume ndinoridza
(Kide, kide yo) kana ngoma yaibva
(Kide yo) Samukuru ndinoridza
(Kide, kide yo) kana ngoma yaibva
(Military Touch) Body Slam
(Give them a claps) DJ Irock (eh, eh, eh, eh, eh, eh, eh, eh)
Vicky, Vikela, Vicktaks Magee
Written by: Mukudzeyi Mukombe

Footer Shazam

Seleziona lingua:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Seguici

Loading...