album cover
Mirror
album cover
Mirror è stato pubblicato il 21 ottobre 2015 da Vigilance Music come parte dell'album Gafa Life Kickstape
21 ottobre 2015
EtichettaVigilance Music
BPM101
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Ndakatadza zvizhinji mulife
Nekuda kungotarisa nhingi nanhingi
Ndakapotsa mikana Oskid
Nekuda kungokanda ziso rangu pananhingi
But nhasi ndane confidence
Handichararama life mupast tense
Kwese kwandafamba vondipa ma-compliments
Gafa iGafa
One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror
Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)
Ukangofunga hauna chaunogona
Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza
Ndikangoona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati, "Ichi hakuna kana anochiparadza"
Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama
Haikona kumirira kusimbiswa nehama
Ibva waziva kuti hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana
One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror
Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)
Ndakazvarwa ndiri orijinari
Hapana pandichazofa ndava chi-photocopy
Ndinopenya fanike jewellery
Une mapenyero ako, handingambomacope
Semunhu ziva pane simba rako
Kanda ziso rako pabuda musuva wako
Ukada kutarisa mupureti memumwe
Ndopakuzovenga abiya ako
One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror
Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)
Ukangofunga hauna chaunogona
Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza
Ndikangoona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati, "Ichi hakuna kana anochiparadza"
Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama
Haikona kumirira kusimbiswa nehama
Ibva waziva kuti hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana
One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror
Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)
One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror
Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa)
Haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa)
Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha)
Buda pa-mirror
Ndinenge chinamira
Gafa
Nyasha
Gafa
Mkwasha
(KeNako Muzik)
Gafa kusvika ndafa (tapinda summer time) (KeNako Mu-)
Written by: Wallace Chirumiko
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...