Testi

Ga, ga, Gafa! Chi-Extraterrestrial! Hona baby, ukandiona waona daddy (Gafa) No debate, huya kuno toita happy, happy Tora 50 iyo, pukuta misodzi (pukuta misodzi) Pakurova mari ini ndine hutsinye fanika hwaRhodes (fanika hwaRhodes) Ndoda kupamba matumbudziko ako ndounza "Happy" mulife mako Tarisa chiGafa ndo-type yako, ukanyozera hameno zvako Handidi baby rinobhowa (bhowa, bhowa, bhowa, bhowa) Handigumbuke nyangwe rikatorwa (torwa, torwa, torwa, torwa) Ndinoda baby rinonakidzisisa kudya mari Vasikana vanonakidza vanobva kuna Mwari Kwete vanobhowa ndeve kwaSatani (Satani!) Aiwa vanobhowa havana pattern (pattern!) Uchigona kudya mari, baby wapinda basa Ndokupa pension fanike NASSA Kana ndodya mari, pachiGafa handiite budget fanike yavaChinamasa Pane kaThousand kasina basa, ukakapedza baby wapasser Nhasi uchamwa zvekunge uchafa, usaite chitsotsi, inwa haikona kurasa Kana uchinakidza, kamani, Gafa rinokuisa pa-salary Basa rako baby kudya mari (kudya mari) nyadzisa Satani Handidi baby rinobhowa (bhowa, bhowa, bhowa, bhowa) Handigumbuke nyangwe rikatorwa (torwa, torwa, torwa, torwa) Ndinoda baby rinonakidzisisa kudya mari Vasikana vanonakidza vanobva kuna Mwari Kwete vanobhowa ndeve kwaSatani (Satani!) Aiwa vanobhowa havana pattern (pattern!) Kana tasvika panzvimbo tati takufara ndiratidze smile ku-face Ndoda kuspender zvekuti ndini ndomuka ndine headline mu-purse Handidi change kubva kuna waiter, tora, isa mabond coin mu-purse Vari kungo-doubler pattern yeGafa nechekure, fanike ma-drone ku-space Ndobva ndaita manyemwe baby dai wapedza, rimwe round Gafa robheja Tambisa mukwende nendebvu dzeGafa uchinditekenyedza Handidi baby rinobhowa (bhowa, bhowa, bhowa) Handigumbuke nyangwe rikatorwa (torwa, torwa, torwa, torwa) Ndinoda baby rinonakidzisisa kudya mari Vasikana vanonakidza vanobva kuna Mwari Kwete vanobhowa ndeve kwaSatani (Satani!) Aiwa vanobhowa havana pattern (pattern!) Ndinoda baby rinonakidzisisa kudya mari Vasikana vanonakidza vanobva kuna Mwari Kwete vanobhowa ndeve kwaSatani (Satani!) Aiwa vanobhowa havana pattern (pattern!)
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out