album cover
Dai
album cover
Dai è stato pubblicato il 15 marzo 2021 da Feli Nandi come parte dell'album Feli Nandi
Data di uscita15 marzo 2021
EtichettaFeli Nandi
BPM100
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Zvinondishungurudza, zvinondishungurudza
(Alicious)
Dai mai vangu vari pano, ndichiita yandinoda
Dai mhamha muri pano, ndisina wandinotya
Dai mai vangu vari pano, ndichiita yandinoda (mhamha huyai)
Dai mhamha muri pano (huyai) ndisina wandinotya (huyai, mhamha huyai)
Denga rinoziva haro kwamuri amai
Kubva zvamakatisiya tichiri vana
Hatina anotirwira musipo amai, eeh, eeh
(Zvinondishungurudza)
Dai mai vangu vari pano, ndichiita yandinoda
Dai mhamha muri pano, ndisina wandinotya
Dai mai vangu vari pano, ndichiita yandinoda (mhamha huyai)
Dai mhamha muri pano (huyai) ndisina wandinotya (huyai, mhamha huyai)
Ooh Amai
Ndasuwa mhamha oh (huyai, huyai, mhamha huyai) zvinondishungurudza
Muripiko mhamha ii (huyai, huyai, mhamha huyai) zvinondishungurudza
Ndasuwa amai vangu (huyai, huyai, mhamha huyai) zvinondishungurudza
Dai mai vangu vari pano, ndichiita yandinoda
Dai mhamha muri pano, ndisina wandinotya
Dai mai vangu vari pano (huyai) ndichiita yandinoda (huyai, mhamha huyai)
Dai mhamha muri pano (huyai) ndisina wandinotya (huyai, mhamha huyai)
Zvinondishungurudza

Written by: Feli Nandi

Loading...