Crediti

PERFORMING ARTISTS
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
Composer

Testi

Ndiye mwana uye wandaireva
Ndiye mwana uye wandaitaura
Vimbai mwana akanaka
Mwanasikana chichekererwa seshereni
Chitoramoyo pakaperera shungu dzaMwari
Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega
Tiri vazhinji vanomurumbidza
Meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni
Ndiye mwana uye wandaireva
Ndiye mwana uye wandaitaura
Vimbai mwana akanaka
Mwanasikana chichekererwa seshereni
Chitoramoyo pakaperera shungu dzaMwari
Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega
Tiri vazhinji vanomurumbidza
Meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni
Ndiye mwana uye wandaireva
Ndiye mwana uye wandaitaura
Vimbai mwana akanaka
Mwanasikana chichekererwa seshereni
Chitoramoyo pakaperera shungu dzaMwari
Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega
Tiri vazhinji vanomurumbidza
Meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni
Ndiye mwana uye wandaitaura
Vimbai mwana akanaka
Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega
Tiri vazhinji vanomurumbidza
Ane moyo munyoro usina vamwe
Moyo wake ugumbeze rechando
Mutsipa wake wenge bhiza ramambo
Vimbai mwana ane tsika
Ndiye mwana uye wandaitaura
Vimbai mwana akanaka
Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega
Tiri vazhinji vanomurumbidza
Ane moyo munyoro usina vamwe
Moyo wake ugumbeze rechando
Mutsipa wake wenge bhiza ramambo
Vimbai mwana ane tsika
Ndiye mwana uye wandaitaura
Vimbai mwana akanaka
Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega
Tiri vazhinji vanomurumbidza
Ane moyo munyoro usina vamwe
Moyo wake ugumbeze rechando
Written by: Marshal Munhumumwe
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...