album cover
album cover
Tariro è stato pubblicato il 1 gennaio 2007 da Universal Music (Pty) Ltd. come parte dell'album Pinda Panyanga
1 gennaio 2007
EtichettaUniversal Music (Pty) Ltd.
BPM127
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Video musicale

Video musicale

Testi

Tariro, ndine tariro, munhu wese ane tariro yekuita zvakanaka
Asi pamwe zvinoramba
Tariro, ndine tariro, munhu wese ane tariro yekuita zvakanaka
Asi pamwe zvinoramba
Hapana akazvarwa ari murombo nekuda
Nyangwe murombo ane tariro yekuvawo mupfumi
Asi pamwe zvinoramba
Hapana akazvarwa ari murombo uyo
Nyangwe murombo ane tariro yekuvawo mupfumi
Asi pamwe zvinoramba
Hapana akazvarwa achida kufawo
Baba vangu vaive netariro yekurarama
Asi Mwari vakaramba
Hapana akazvarwa achida kufawo
Bhudhi vangu vaive netariro yekurarama
Asi Mwari vakaramba
Hapana akazvarwa iri nzenza nekuda
Nyangwe nzenza yaive netariro yekuvaka imba yayo
Asi pamwe zvikaramba
Hapana akazvarwa riri dofo nekuda
Nyangwe dofo raive netariro yekugonawo chikoro
Asi pamwe zvikaramba
Hapana akazvarwa ari hwindi uyo
Nyangwe hwindi aive netariro yekuimba saDhehwa
Asi pamwe zvikaramba
Mahwindi muriko here?
Tariro, ndine tariro, munhu wese ane tariro yekuita zvitsvene
Asi pamwe zvinoramba
Tariro, ndine tariro, munhu wese ane tariro yekuita zvakanaka
Asi pamwe zvinoramba
Hapana akazvarwa ari murombo nekuda
Nyangwe murombo ane tariro yekuvawo mupfumi
Asi pamwe zvinoramba
Hapana akazvarwa achida kufawo
Baba vangu vaive netariro yekurarama
Asi Mwari vakaramba
Hapana akazvarwa iri nzenza nekuda
Nyangwe nzenza yaive netariro yekuvaka imba yayo
Asi pamwe zvikaramba
Hapana akazvarwa riri dofo nekuda
Nyangwe dofo raive netariro yekugonawo chikoro
Asi pamwe zvikaramba
Hapana akazvarwa ari hwindi uyo
Nyangwe hwindi aive netariro yekuimba saDhehwa
Asi pamwe zvikaramba
Tariro, ndine tariro, munhu wese ane tariro yekuita zvitsvene
Asi pamwe zvinoramba
Saka vimba nazvo zvaunazvo iwewe
(Vimba nazvo) iwewe (zvaunazvo) iwewe
(Poza nazvo) iwewe (zvaunazvo) iwewe
(Poza nazvo) iwewe (zvaunazvo) iwewe
(Dada nazvo) iwewe (zvaunazvo)
Saka vimba nazvo zvaunazvo iwewe
(Vimba nazvo) iwewe (zvaunazvo) iwewe
(Poza nazvo) iwewe (zvaunazvo) iwewe
(Poza nazvo) iwewe (zvaunazvo) iwewe
(Dada nazvo) iwewe (zvaunazvo) iwewe
(Dada nazvo) iwewe (zvaunazvo)
Written by: Tongai Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...