album cover
album cover
Dudzai è stato pubblicato il 1 gennaio 1996 da Universal Music (Pty) Ltd. come parte dell'album Singles Collection, Vol. 2
1 gennaio 1996
EtichettaUniversal Music (Pty) Ltd.
BPM136
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Dudzai mudiwa, kana usingachandida
Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena

Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa

Unoudza Gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
Paidamoyo uchandiurayisa

Rine manyanga hariputirwe
Rimwe zuva dhiya wangu, zvichabuda pachena

Kana usingachandide unodireiko kundirevareva
Hinde hinde hinde mama
Kana usingachandide unodireiko kundishambadzawo
Hinde hinde suka ngozi
Kana usingachandide unodireiko kundishandisawo
Hinde hinde hinde mama
Kana usingachandide unodireiko kundishainira
Hinde hinde suka ngozi
Kana usingachandide unodireiko kundipozerawo
Hinde hinde hinde mama
Kana usingachandide unodireiko kundiremedza

Kana usingachandide unodireiko kundishambadza
Hinde hinde suka ngozi
Kana usingachandide unodireiko kundiremedza
Hinde hinde hinde mama
Kana usingachandide unodireiko kundishandisawo
Hinde hinde suka ngozi
Kana usingachandide unodireiko kundipozera
Hinde hinde hinde mama
Kana usingachandide unodireiko kundishainira
Hinde hinde suka ngozi
Kana usingachandide unodireiko kundipozerawo
Hinde hinde hinde mama
Kana usingachandide unodireiko kundipozerawo
Hinde hinde suka ngozi
Kana usingachandide unodireiko kundiremedza
Hinde hinde hinde mama
Kana usingachandide unodireiko kundirevareva
Hinde hinde suka ngozi
Written by: Leonard Dembo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...