album cover
Binga
1413
Reggae
Binga è stato pubblicato il 1 gennaio 2022 da TOCKY VIBES come parte dell'album Villagers Money Greatest Hits
album cover
Data di uscita1 gennaio 2022
EtichettaTOCKY VIBES
LanguageEnglish
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia
BPM96

Crediti

PERFORMING ARTISTS
Tocky Vibes
Tocky Vibes
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Obey Makamure
Obey Makamure
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
IMusic
IMusic
Producer

Testi

Ndavona lapsvusvu dzoga, ndirikushaiwa chidhuura
Ndati, sakani nhumbi hadzifanire kudhura
Kupfuura vanhu kudarika vasikana, zvakaoma vakomana
Iwe nhumbi hadzinakidze kuona dziri pa-hanger
Chonakidza kuona ndeakadzipfeka
Mbavha ndoinochiva dziri pa-wire
Vasaku-hanger ndini mugen'a
My African queen, hamuna kunaka nekuda kwenhumbi
Mai, inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
My African queen, hamunakiswe nekuda kwenhumbi
Mai, hembe dzakanakiswa nekuda kwenyu imi
Tititi, famba so, modeller wakavahodhera, ibva wakonzera
Zunza, hunza
Homwe yangu ichavhinza, donha korogari roga, ro
Mukaka usarunga zvoga (zvoga) zvo
Ukaenda Binga vanhu vanenge vakashama
Ukagara Binga uchange wakashama
Iwe iwe
My African queen, hamuna kunaka nekuda kwenhumbi
Mai, inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
My African queen, hamunakiswe nekuda kwenhumbi
Mai, hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
Ndichakubata segitare re-Acoustic
Hapana game saka hapadi ma-joystick
Anokumisa ndomupfuura nerekeni
Ndopfuti yangu inini African
MaShumba, Shumpress madii? Empress matii? Onana
Une ka- kanondinakidza so, wagara wakangonaka so
Une ka- kanondinakidza so wagara wakangonaka so
Hembe hembe hembe hembe
Ndiani angapfimba hembe, ini zvangu ndoda iwe?
My African queen, hamuna kunaka nekuda kwenhumbi
Mai, inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
My African queen, hamunakiswe nekuda kwenhumbi
Mai, hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
Ini ndakabvayo Binga (Binga) haisi nyaya yenhumbi kani
Ukaenda Binga (Binga)
Ndavona lapsvusvu dzoga, ndirikushaiwa chidhuura
Ndati sakani nhumbi hadzifanire kudhura
Kupfuura vanhu, kudarika vasikana, zvakaoma vakomana
Iwe, nhumbi hadzinakidze kuona dziri pa-hanger
Chonakidza kuona ndeakadzipfeka
Mbavha ndoinochiva dziri pa-wire
Vasaku-hanger ndini mugen'a
My African queen, hamuna kunaka nekuda kwenhumbi
Mai, inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
My African queen, hamunakiswe nekuda kwenhumbi
Mai, hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
Tititi, famba so, modeller wakavahodhera, ibva wakonzera
Zunza, hunza
Homwe yangu ichavhinza, donha korogari roga, ro
Mukaka usarunga zvoga zvo
Ukaenda Binga vanhu vanenge vakashama
Ukagara Binga, uchange wakashama
Iwe iwe
My African queen, hamuna kunaka nekuda kwenhumbi
Mai, inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
My African queen, hamunakiswe nekuda kwenhumbi
Mai, hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
Ndichakubata segitare re-Acoustic
Hapana game saka hapadi ma-joystick
Anokumisa ndomupfuura nerekeni
Ndopfuti yangu inini African
MaShumba, Shumpress madii? Empress matii? Onana
Une ka- kanondinakidza so, wagara wakangonaka so
Une ka- kanondinakidza so wagara wakangonaka so
Hembe hembe hembe hembe
Ndiani angapfimba hembe, ini zvangu ndoda iwe?
My African queen, hamuna kunaka nekuda kwenhumbi
Mai, inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
My African queen hamunakiswe nekuda kwenhumbi
Mai, hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
Written by: Obey Makamure
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...