Testi

Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Sorry brother ndakakutuka, ndakanga ndakadhakiwa Ndine hurombo ndakakugumbura, ndakanga ndakadhakiwa Sorry shamwari ndakakutsika, ndakanga ndakadhakiwa Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hee, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Mangwana mangwana ndakanga ndakadhakiwa Mangwana mangwana ndakanga ndakakoriwa Waziva sei wakanga wakadhakiwa? Waziva sei wakanga wakakoriwa? Hini ndava uchinenedzera doro? Sei uchinenedzera hwahwa? Hini ndava uchinenedzera doro? Sei uchinenedzera hwahwa? Wagara wakazvironga, wagara waka-planner Wagara wakazvironga iwe, wagara waka-planner vamwe Wagara wakazvironga iwe, wagara waka-planner Wagara wakazvironga, wagara waka-planner vamwe Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hee, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Sorry brother ndakakutuka ini, ndakanga ndakadhakiwa Ndine hurombo ndakakugumbura, ndakanga ndakadhakiwa Kukunanga huroyi, ndakanga ndakadhakiwa Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hee, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana Changa chawaridza bonde kare kare Mangwana mangwana ndakanga ndakadhakiwa Mangwana mangwana ndakanga ndakakoriwa Waziva sei wakanga wakadhakiwa? Waziva sei wakanga wakakoriwa? Hini ndava uchinenedzera doro? Sei uchinenedzera hwahwa? Hini ndava uchinenedzera doro? Sei uchinenedzera hwahwa? Wagara wakazvironga, wagara waka-planner Wagara wakazvironga iwe
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out