album cover

Cheka

6508Hip-Hop/Rap2022
album cover
Cheka è stato pubblicato il 18 agosto 2022 da Saintfloew come parte dell'album Cheka - Single
Data di uscita18 agosto 2022
EtichettaSaintfloew
LinguaEnglish
BPM82
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

DJ Kevy what you do? (DJ Kevy what you do?)
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii?
Saka ndati cheka, cheka pamucheka ndichiyerera
Super ndakabata ndichitevera
Kumba unozvitarisa mu-mirror here?
Tea inondibvisa tumatyira
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndenge ndamwa ah, ah, ah (ndovhunduka chii)
Inini ndenge ndamwa tea saka handizodi muzii
Wangu ndenge ndiri free, kana uchizoda madhiri
Svika, svika poshto rangu nema gevha tiri zii
We no money talk louder sechidhakwa cheku "D"
Ahh, these rappers ain't bad kupfura Kikky ndo for sure
Some brothers ain't family ndozvega, that I know
Magen'a anozvichekera ma-pieces after show
Mabhema musatizevezera closer sema-
Cheka, cheka pamucheka ndichiyerera
Super ndakabata ndichitevera
Kumba unozvitarisa mu-mirror here?
Tea inondibvisa tumatyira
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndovhunduka chii?
Ah, ziva Tinashe ndomutarisi
Munashe mune imba yema gevha ndomugarisi
Kwamuri kune vanoreva nhema havambogarisiki
Kwedu kune vanoti vabheka havazotarisiki
Ziva musiyano wenhapwa nema-Gladiator
Ziva zvozivikanwa nesu, then hauzozvinetsa
Dira mu-cup ndichiona handigone ku-truster
Vakanditadzira, maTeacher pamwe nemaPastor
Cheka, cheka pamucheka ndichiyerera
Super ndakabata ndichitevera
Kumba unozvitarisa mu-mirror here?
Tea inondibvisa tumatyira
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii? (Ndenge ndamwa ah)
Ndovhunduka chii, chii?
(Ndichitevera, Silent Pro, ndichitevera)
Written by: Tawanda Spice Junior Mambo

Footer Shazam

Seleziona lingua:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Seguici

Loading...