album cover
Sunga
album cover
Sunga è stato pubblicato il 1 luglio 2013 da Diamond Studios come parte dell'album Tsviriyo
1 luglio 2013
EtichettaDiamond Studios
LinguaEnglish
BPM111
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Video musicale

Video musicale

Testi

Teerera mai mwana
Teereresa
Aya mashoko anovaka musha
Tine vehukama vakatikomberedza
Vanofunga zvakasiyana
Tine shamwari dzakatikomberedza
Dzimwe dzacho imhunzamusha
Vane mashoko avo
Vane mashoko akaoma
Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga)

Sungano ndiyoyi dhiya
Rudo netariro
Sungano ndiyoyi dhiya
Kutenda nechivimbo
Shoko rangu wabata here
Zvousingapindure dhiya?
Chose chandareva
Ndareva nerudo
Shoko rangu wabata here
Zvousingapindure dhiya?
Chose chandareva
Ndareva nerudo
Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga)
Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga)
Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga)
Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga)
Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga)
Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga)
Paunoverenga zvakanyorwa
Nyaya dzisina maturo
Paunonzwa zvichitaurwa
Nyaya dzisina humbowo
Paunoverenga zvakanyorwa
Nyaya dzisina tsarukano
Ndiani akanyora uyu?
Ndiani akazvinzwa?
Ndiani akazviona?
Ndiani akazvinzwa?
Ndiani akanyora?
Ndiani akazvinzwa?
Zvanzi kure kure
Kure kwemeso
Asi nzeve dzinonzwa
Asi shoko parinofamba
Rinosvika rarungwarungwa
Ndiani akazvireva?
Ndiani akazvinzwa?
Ndiani akazviona?
Ndiani akazvinzwa?
Ndiani akazvireva?
Ndiani akazvinzwa?
Sunga dhiya (sunga dzisimbe sunga)
Sunga dhiya (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere
Urambe uneni (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere
Zviome zviende (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere
Urambe uneni (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere
Zviome zviende (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere
Written by: Mukudzeyi Mukombe, RR
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...