album cover
Samatenga
album cover
Samatenga è stato pubblicato il 1 gennaio 2007 da WFN Distribution (Pty) Ltd come parte dell'album Nguva yakaoma
Released1 gennaio 2007
EtichettaWFN Distribution (Pty) Ltd
BPM125
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa nyika ipi iri kure?
Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
Asi rokwe rangu remavara chengetai
Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
Nokuti ndakasiya vana vangu vese
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh
Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa nyika ipi iri kure?
Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
Asi rokwe rangu remavara chengetai
Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
Nokuti ndakasiya vana vangu vese
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, inini, eeh
Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa nyika ipi iri kure?
Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
Asi rokwe rangu remavara chengetai
Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
Nokuti ndakasiya vana vangu vese
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Yuwi, yuwi) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Ini, ini) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh
Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa -
Written by: Simon Chimbetu
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...