Testi

Cook Beats Reproductions Izwi rinonzwikwa paRama rizere kuungudza nekuchema Racheri wachema, kuchemera vana vake Iye wachema, wachemera vana vake Waramba kunyaradzwa, wachemera vana Nhai Mwari-we tamirira mhinduro Hiiii nhai Mwari tamirira imi Tinoendepi hiii zvakadai Hura hwarwadza Mwari-we Hura hwaradza Yaparara (Tinochema, tinoungudza) Vana zvipo zvinobva kwamuri(Vana zvipo zvinobva kwamuri) Tovadzorera kwamuri Mwari-we(Tovadzorera kwamuri Mwari-we) Tovadzorera kwamuri Jeso(Tovadzorera kwamuri Jeso) Vana vamakatipa zviri zvidadiso Ndine murangariro kuti ramangwana rake rakajeka Miviri yaparara nezvinodhaka Yaparara Hatichina pwere, majaya kana mhandara Dzese dzava nharadada nezvinodhaka Dzimwe dzava nhubu havachateerere Tachema senyika imi tinzweiwo Mwari-we Ramangwana remubereki riri muvana vake Mubereki webenzi haana mufaro Pwere dzaparara nezvinodhaka Taparara Tachema senyika imi(Tinochema, tinoungudza) Huyai Mwari-we(Vana zvipo zvinobva kwamuri) Huyai Jeso(Tovadzorera kwamuri Mwari-we) Tibatsirei Mwari-we(Tovadzorera kwamuri Jeso) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Tachema senyika imi(Tinochema, tinoungudza) Huyai Mwari-we(Vana zvipo zvinobva kwamuri) Huyai Jeso(Tovadzorera kwamuri Mwari-we) Tibatsirei Mwari-we(Tovadzorera kwamuri Jeso) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi) Hiye heyi(Hiye heyi) Hiye heyi(Eyi eyi)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out