album cover
Karma
album cover
Karma è stato pubblicato il 6 giugno 2023 da Versatility Life Entertainment come parte dell'album Love Dust EP
Released6 giugno 2023
EtichettaVersatility Life Entertainment
LinguaEnglish
BPM184
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Video musicale

Video musicale

Testi

Ndichiri nechigumbu
Ndichiri ndakaremerwa
Karma ichakuvinga
Karma ichaku
Watch how Di Don do it
Waingondibhaiza asi taisadanana(no no no)
Waingondinyunya kunge Messi ndichiti tinodanana(uchindisuka)
Chinondirwadza vanhu vanga vakutanga zvekutoti takufanana(tatova similar)
Wakandibaya panyama nhete
Wanzwa
Zvandaitoti ndiwe
Wandichafa ndichitengera marose
Ndiwe
Achazondipukuta musodzi
Asi wakazongomuka wandiisa pa pause
Ndinokuvimbisa kuti
Karma ichakuvinga
Karma
Karma
Karma ichauya
Karma ichakuvinga
Karma
Karma
Karma ichadzoka
Iwewe unogona kutiza
Kuzviita wakangwara
Asi rimwe ramazuva
Karma ichakuvinga
Karma
Kunyangwe ukachinja address
Misodzi yandakakudonhedzera yakawandisa
Uchaita munyama(ndopika nagogo)
Dai ndakaziva haitungire chokwadi ndichocho
Ndakaita munyama
Wese wandadanana naye
Akungofira yawakaita
Handikanganwa zvawakandiita
Kuridza moyo kuita kunge guitar(guitar ramacheso)
Wakandiuraya ndangomirira zuva
Randichanyarara
Pandichanyarara
Asi ndisati ndaenda
Ndoda ugoziva
Karma ichakuvinga
Karma
Karma
Karma ichauya
Karma ichakuvinga
Karma
Karma
Karma ichadzoka
Iwewe unogona kutiza
Kuzviita wakangwara
Asi rimwe ramazuva
Karma ichakuvinga
Karma
Kunyangwe ukachinja address
Karma ichakuvinga
Iwewe karma ichakuvinga
Written by: Edwin, Kikan
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...