album cover
Rota
2
Afro-Pop
Rota è stato pubblicato il 4 agosto 2023 da Cheklan Richard Music come parte dell'album Rota - Single
album cover
Data di uscita4 agosto 2023
EtichettaCheklan Richard Music
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia
BPM99

Video musicale

Video musicale

Crediti

PERFORMING ARTISTS
Cheklan Richard
Cheklan Richard
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Takudzwa Richard
Takudzwa Richard
Composer, Lyrics

Testi

Ndamuka mukuseni darling wangu
Ndamuka mukuseni l said hie to you
Ndamukaseni darling wangu
Ndaphona kunzwa kutya urisei
Ndaona kuti urimupenyu na na ah ah
Izvo zvauno Feeler ndizvo zvandoona
Pandinenge ndichitodawo iwewe
Izvo zvauno Feeler ndizvo zvaunoona
Paunenge uchitodawo Inini iwewe aaah
Coz Payapaya pawairota
Payapaya pandairota
Payapaya patairota Girl
Tairota tichito dananana pawairota
Payapaya ndairota aaaah aaah
Pawairota
Ndipo pandairota pane love
Ndipo panga pane manafu yeah yeah
Babe l just want, want to love you
I put no one above you nobody nobody iyaaumm
Babe ngatizadzise zvitoro zvedu woooo oh
Ngatisa zeze kuti rudo ruchafambasei
Ndizvo zvinotisimbisa kuti iwewe neni tidanane iyeah yeah naaaah
(Tidanane iyeah naaa aaah)
I just wanna know what's on your mind
Ndikudya kukuratidza kuna Amai
Let's make it please don't fake it
For our sake nah nah
Muguva ndichapinda newe eeehh
Musvitsa ndichasvitsa newe eeehh
I can not express how l feel
Payapaya pawairota (nananan)
Payapaya ndairota
Payapaya patairota Girl
Tairota tichitodanana
Pawairota aaah ah pandairota aahh aahh
Eeeeeeeh
Payapaya Pawairota (Pawairota aaah)
Payapaya pandairota girl
Tairota tichito dananana pawairota aah aah
Pandairota aah aah nanana
Written by: Takudzwa Richard
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...