album cover
Inyasha
album cover
Inyasha è stato pubblicato il 13 ottobre 2018 da G3 Music come parte dell'album Grateful
13 ottobre 2018
EtichettaG3 Music
BPM134
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Nyasha dzaMwari dzatisimudza
Nyasha dzakaitirwa isu
Zvivi zvaregererwa, murairo wabviswa
Hataifanira, hataikodzera
Asi inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari
Dzatichengeta, dzatisesedza
Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari
Dzatichengeta, dzatisimudza
Inyasha
Idzi inyasha oh
Inyasha
Idzi inyasha oh
Kudai (kudai dzisiri nyasha tiripi?) Nyasha dzaMwari
(Kudai dzisiri nyasha dzaMwari) dai tiripiko?
(Isu tadzikinurwa) tadzikinurwa (taitwa vana vake)
Jesu watifira, tazopiwa simba, oh
Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari (idzai ingoni)
Dzatichengeta (dzatichengeta) dzatisesedza
Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari
Dzatichengeta, dzatisimudza
Inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh (idzi inyasha)
Inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh
Ndiyani wakafanana, ndiyani wakafanana
Ndiyani wakafanana naJehovah
Ndiyani wakafanana (ho ndiyani) ndiyani wakafanana (ndiyaniko)
Ndiyani wakafanana naJehovah (ho ndiyani)
Ndiyani wakafanana (wakafanana) ndiyani wakafanana (wakararama)
Ndiyani wakafanana naJehovah (hakuna wakaita saye)
Ndiyani wakafanana (ndiyani, ndiyani, ndiyani) ndiyani wakafanana
Ndiyani wakafanana naJehovah, Jehovah
Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari (ingoni)
Dzatichengeta (dzatichengeta) dzatisesedza (dzatisesedza)
Inyasha (inyasha) dzaMwari, ingoni dzaMwari
Dzatichengeta (oh, dzatichengeta) dzatisimudza
Inyasha dzaMwari (whoa) ingoni dzaMwari
Dzatichengeta (yeah, dzatichengeta) dzatisimudza
(Idzi inyasha) inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh
(Idzi inyasha) inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh
Written by: Janet Manyowa
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...