album cover
Vaudze
album cover
Vaudze è stato pubblicato il 22 luglio 2023 da G3 Music come parte dell'album Nenyasha
Released22 luglio 2023
EtichettaG3 Music
LinguaEnglish
BPM78
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Haibho,
Huya unzwe
Ayey
Hondo yacho ndeyaJehovah
Ndingori muchekadzafa muchekadzafa
Hondo yacho ndeyaJehovah
Ndingori muchekadzafa muchekadzafa
Vouya nenzira dzakawanda wanda
Voti hazvisati zvamboitwa
Vakawanda vakazvitadza ungazvigona sei (ungazvigona sei)?
Umbori ani iwe?
Hondo yacho ndeyaJehovah
Ndingori muchekadzafa, muchekadzafa
Vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Vaudze vaudze vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Mwari wandinonamata
Anochengeta chitsidzo
Haadzokeri shure
Anorindira shoko rake
Anosunungura vakasungwa (vakasungwa)
Anodzikinura vakatapwa (vakatapwa)
Anodzivirira vana vake, saka vaudze
Hondo yacho ndeyaJehovah
Ndingori muchekadzafa muchekadzafa
Saka vaudze vaudze
Vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Vaudze vaudze vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Ah ah,
Ah eh takakunda isu kare
Takakunda isu kare eh
Neropa raJesu
Ah eh, takakunda isu kare
Takakunda isu kare eh
Neropa raJesu
Ah eh, takakunda isu kare
Takakunda isu kare eh
Neropa raJesu
Ah eh takakunda isu kare
Takakunda isu kare eh
Neropa raJesu
Vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Vaudze vaudze vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Vaudze vaudze vaudze vaudze vaudze kuti wakakunda
Written by: Janet Manyowa
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...