album cover
Fara
1
Hip-Hop/Rap
Fara è stato pubblicato il 30 novembre 2023 da The YaadUniverse Network come parte dell'album Ekwedu
album cover
AlbumEkwedu
Data di uscita30 novembre 2023
EtichettaThe YaadUniverse Network
LanguageEnglish
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia
BPM109

Crediti

COMPOSITION & LYRICS
Malcom Takurira Mufunde
Malcom Takurira Mufunde
Songwriter

Testi

Verse 1: Malcom Mufunde
Hapana basa rinonetsa
Paita vane maconnection kunge ZESA
Pakuda mari inenge sentence yareba
Kuti comma apo, comma apo, comma tichienda
Pakuda vane cash muwallet
Mabond hobho kunge ream reTypek
Takuda vakabata mahundred chete
Kwete vanoshaya waya kunge Econet
Hook: TiNaYe
Zvinotiremera, zvakatiomera
Asi hatimboomera nhasi
Iwe nhasi toda kumbofara, kumbofara
Toda kumbofara, kumbofara
Toda kumbofara
Verse 2: Malcom Mufunde
Pakuda hurudza dzine mawallet akasimba kunge First Farai
Nhamo tochema mangwana, zvanhasi mafaro so first, farai
Hapadi limit pacounter
Pakuda vanovhura matab kunge browser
Toita kunge ATM
Tovapa mabond kunge MGM
Takanetsa nguva yedisco
But still tichiri kupisa seZISCO
Pakudiwa Lion, Castle nhanhatu
Pakudiwa Super, Eagle saKanu
Hwandisa Palito
Pakuda vanoshandisa Apple saCarlito
Pakuda anozviita mukuru
Type inosender something paMukuru
Pakutoda type yakacooler
Not vanotenga maIce vototsenga mvura
Pakuda zidhiri rinopa zino zvekuti dentist haamboridzura
Hook: TiNaYe
Zvinotiremera, zvakatiomera
Hatimboomera nhasi
Tichavaremera
Zvinotiremera, zvakatiomera
Asi hatimboomera nhasi
Iwe nhasi toda kumbofara, kumbofara
Toda kumbofara, kumbofara
Toda kumbofara, kumbofara
Toda kumbofara, kumbofara
Outro: TiNaYe
Kumbofara, kumbofara
Toda kumbofara
Written by: Malcom Takurira Mufunde
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...