album cover
Ndisinewe
album cover
Ndisinewe è stato pubblicato il 12 dicembre 2024 da The Right Way Entertainment come parte dell'album Ndisinewe - Single
12 dicembre 2024
EtichettaThe Right Way Entertainment
BPM100
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Ini handigoni kugara ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Moyo wangu haufari
Babe ini ndati
handigoni kugara ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Nguva yacho haifambi
Asi pane aka gohwesa
Cause nhasi wese hauna kumbondiphonera
Usipo babe ndenge ndakugaira
If you dont call me now handirari
Unombondi bhazira weather
Kuchipisa kunogona kungotonhora
Ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Newe newe
My dear my dear
It’s only been two days
But it feels like 1000 years
No I can’t do this without you
My dear my dear
I’ve been feeling kind of lonely
Ukangoita katime usinga foni
Ndinotoswera ndichi mhanya bani
I’ve been talking to myself
I’ve been wondering where you might be
TV yacho haioneki
Hwahwa hwacho handichadzori
I’ve been lying to myself
That I’ll find somebody else
Pawangoshaika paMap
Ive been singing this song all day
Ndichiti
Handigoni kugara ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Moyo wangu haufari
Babe ini ndati
handigoni kugara ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Nguva yacho haifambi
Asi pane aka gohwesa
Cause nhasi wese hauna kumbondiphonera
Usipo babe ndenge ndakugaira
If you dont call me now handirari
Unombondi bhazira weather
Kuchipisa kunogona kungotonhora
Ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Newe newe
Kaheart kangu kanongoziva zve love
Ndiri gangster but ndotodawo love
Ndotodawo vana vanomwe
I need to see you right now
I need you right here right now
Ndisati ndavhura hombe
handigoni kugara ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Moyo wangu haufari
Babe ini ndati
handigoni kugara ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Nguva yacho haifambi
Asi pane aka gohwesa
Cause nhasi wese hauna kumbondiphonera
Usipo babe ndenge ndakugaira
If you dont call me now handirari
Unombondi bhazira weather
Kuchipisa kunogona kungotonhora
Ndisinewe
Newe newe
Ndisinewe
Newe newe
Written by: Farai Matema
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...