album cover
Away
album cover
Away è stato pubblicato il 10 ottobre 2025 da Independent come parte dell'album Away - Single
10 ottobre 2025
EtichettaIndependent
LinguaEnglish
BPM
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

Kana usangachinje moyo
Zvese zvangu ndezvako
Tora moyo wangu uyende nawo
Kana uchingondida zvomene
Zama kufadza amai
Uvape jira rine mavara
Vanoda gusvi ndiana baba
Kana uchingondida zvomene
Undiraramise
Kunge mvura yemutsime
Undirangarire
Kana uri Kure
Coz my heart's still scared
Will you still be there ?
Undifunge waendawo away
Away,awaaaaay
Away,Awaaaaay
Away,Awaaaaay
Away,Awaaaaay
You say "distance haiuraye "
You're so near yet so far
And sometimes handirare
Sitting lonely pa sofa
Ndendakaringa
Ndakatarira
Zvimwe uchasvika
Moyo wangu wonyungudika
Asi ka
Tell me how ,how you make me feel this way
Ini shaaa,handisaty ndambodhipisa ini
Ndinoziva ndinoziva
Rudo ibofu
Haruna mboni
Ini ndine matyira
What if I fall ?
What if you run?
Away,Awaaaaay
Away,Awaaaaay
Away,Awaaaaay
Away,Awaaaaay
Away (Handidi kusara ndega sha)
Away (Handina mufaro ndega sha)
Away (Handidi kusara ndegaaaa sha)
Handina mufaro ndega
Away (Handidi kusara ndega sha)
Away (Handina mufaro ndega sha)
Away (Handina mufaro ndegaaaaa sha)
Handidi kusara ndega sha
Written by: Tamy Moyo, Delroy Shewe, Jah prayzah
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...