album cover
Handei Mberi
album cover
Handei Mberi è stato pubblicato il 20 marzo 2026 da New Wave Music Group come parte dell'album Work Of Art
20 marzo 2026
EtichettaNew Wave Music Group
LinguaEnglish
BPM118
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Video musicale

Video musicale

Testi

Handi dzokere shure
Yanaya West
Ndakambo tatarika musango
Misodzi yaibuda
Moyo wakapera hope
Ndakanzwa izwi richiti mira
Tarisa kumusoro
Mwari vangu vakati
Mwana usatya
Ndakasiya shungu dzangu mumagwaro ezuva rekare
Zvinyorwa zvese zvekushushikana ndakazvipisa mumoto
Nhasi ndofamba nekushingaira kune simba
Kana mweya uchindikurira
Ndinongoti
Handei mberi
Handidzokere shure
Mwari vari pano
Ndovimba navo chete
Kana pasi parikudedera
Ini ndakasimba
Handei mberi
Handei mberi
Handi dzokere shure
Vanoti uchadzoka
Ini ndongoseka zvinyoro
Ndine ruoko rwaShe
Rwakandibata kubva kare
Panguva yekuchema
Ndo pandino rumbidza
Ndiri kufamba nenyasha
Step by step
Grace on grace
Ndakaona hondo
Asi handina kurasa tariro
Nhasi uno ndiri pano
Mwari vakati Tarira
Ndiri pano ndinewe muwupenyu hwako
Usatya Yana
Simudza moyo
Tenda cchete
Handichadzoki kune rima randinoziva
Handichadzoki kune mazwi anondiputsa
Ndinongodana zita renyu
Ndimi nzira yangu
Mberi
Mberi
Mberi
Tenda cchete
Moyo uchitenda
Kana tsuri yorira
Ini ndinoti Amen ndiri pano
Written by: Abel Mutibura
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...