album cover
Mhosva
album cover
Mhosva è stato pubblicato il 13 marzo 2026 da Maniggaland come parte dell'album Mhosva - Single
13 marzo 2026
EtichettaManiggaland
LinguaEnglish
BPM80
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Testi

**** Who are you
Murikuramba muchikaka nharo
Tsvaga tsvaga tumaclues
Hapana chamunowana gaya rimwe zano
Inini handibvume mhosva
Mukandibata ndinorosva
Inini handibvume mhosva
Mukandibata ndinorosva
Ndirimunhu wenyama handirambe ndinovhura hombe
Zvekufadza munhu wese ini handizvigone
Ndinenge magetsi ndikazvifunga handidzoke
Musazouye muchititsvaga kana rapera gore
Tese tiri Criminal criminal criminal
Life is never fair munhu wese anobirira
Haungati unemoyo uchinyima vanokumbira
Isu Tine mabars muchimada momamirira
Inini handibvume mhosva
Mukandibata ndinorosva
Inini handibvume mhosva
Mukandibata ndinorosva
Ndaibhemera mumota ndakachonera pacentral
Ndikada kutsanangura vanonditi ndiri mental
Dhiri rese rine zino zviri dental
Usati wavaka yako unotanga wambo rentawo
Munorumwa nechokuchera tino namwa nechekumona
Petera patext ukawana minute unofona
Mukandiwona ndiri ndega hazvirevi ndiri loner
Mabasa Mashoma vakawanda ma sperm donor
Tese tiri Criminal criminal criminal
Life is never fair munhu wese anobirira
Haungati unemoyo uchinyima vanokumbira
Isu Tine mabars muchimada momamirira
Inini handibvume mhosva
Mukandibata ndinorosva
Inini handibvume mhosva
Mukandibata ndinorosva
Written by: Henry Machingura
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...