album cover
Ehee
13,105
World
Eheeは、アルバム『 』の一部として2021年9月1日にStallion Stride, distributed by Jungle Entertainment VenturesによりリリースされましたEhee - Single
album cover
アルバムEhee - Single
リリース日2021年9月1日
レーベルStallion Stride, distributed by Jungle Entertainment Ventures
メロディック度
アコースティック度
ヴァランス
ダンサビリティ
エネルギー
BPM97

ミュージックビデオ

ミュージックビデオ

クレジット

PERFORMING ARTISTS
Enzo Ishall
Enzo Ishall
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Kudzanai Mamhare
Kudzanai Mamhare
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Cymplex
Cymplex
Producer

歌詞

Cymplex Music
Ndoda kupisa paObvious
Zvisina kumira mushe, zviri serious
SaScott
Kuku
Kune varipo ndisiye ndisimbise
Mwari ndakumbira kuti vachanese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Handimerure, ini handitengese
Tirikuno, tirikuno
Hatina chinono, titori nezano
Hatipo pakati pemazino
Nhasi asiyana nemusuno
Iyowe misuno
Dzichava nhorondo (ah-ah-ah)
Mwari vanoburitsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
So, zvaikozvino ndiri covered
Handimbomira, ndinoramba ndiri forward
Handimerure handilinke nemacowards
Nditori mudie-hard
Zvaitombonetsa, zvaitononotsa
Zvaitovhundutsa, vachivhurumutsa
Vakambururutsa shiri takadzipotsa
Asi izwi ndakarinzwa richiti
"Nyarara nyarara, hauna kuraswa, hausi marara
Mwari vakamuka havana kurara
Chitarira uone mhandu yoparara."
Dzichava nhorondo (ah-ah-ah)
Mwari vanoburitsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
Ndakwikwidza, ndakwikwidza
Handisi kumira ndiri kupamidza
Chakandirwadza chakandichenjenjedza
Ndosaka pasina chichandidonhedza
Ndasimba, ndafamba
Ndasimba, ndaimba, ndasimba
Vazvimba
Zvekudyika-dyika ndakazviramba
Dzichava nhorondo (ah-ah-ah)
Mwari vanoburitsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
Kune varipo ndisiye ndisimbise
Mwari ndokumbira kuti vachenese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Handimerure ini handitengese
Tiri kuno, tiri kuno
Hatina chinono, titori nezano
Hatipo pakati pemazino
Nhasi asiyana nemusuno
Iyewo musuno
Idzi dzichava nhorondo (aha-a)
Mwari vanoburitsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
Ehe, ehe, ehe
Taitombodai so, takumbodai so
Nyati
NdiPhillip Mataranyika
Yoh Duncan Rudy
Finesse
NdiKudzanai
Gangster Corner
Muchunchu
Owen
Written by: Kudzanai Mamhare
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...