歌詞

Dj player ma tune Dzarira Man'ono maGallies Fadza makings nemaqueens Dzarira Dj player matune Maghetto yuth ese varikuti vanotemba imimi Dj player ma tune Five star Gallis Dhanzi torivhura tovharisa. Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka (ndanakidzwa ini) Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy (ndanakidzwa ini) Panosangana Sly na Sunshine maOne (ndanakidzwa ini) Makore atadarika ese akapera vachibaka "tichinakidzwa" Pano pakika-kika kuita kunge La Liga Tich chibata Abidza Pabvira papisa panenge pakwenya machisa Pari hot kunge geyser Man'ono vapinda three three kunge adida Dhanzi rabva ranakidza varikuti five star vese vakundibigga Ndatora chimuti ndatiza Kungoshaikwa kwangu iminus Chokwadi vanochiziva ava Tynash Sly ndi ranger kunge Texas Parizvino hatina nguva saka Ngaibake Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka (ndanakidzwa ini) Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy (ndanakidzwa ini) Panosangana Sly na Sunshine maOne (ndanakidzwa ini) Makore atadarika ese akapera vachibaka "tichinakidzwa" Prezha talockera hunza makeys Ndini wavakuti prezha king Kumba hatizive tinodzoka rinhi (rinhi) Torro chidira maDrinks Kana dzarira kana ngoma dzichinge dzarira Prezha ibvupfuwe anytime Kana dzichinge dzarira Dzarira Dzarira Kana ngoma dzichinge dzarira Hapadi kunetsana ii happy time Kana ngoma dzichinge dzarira Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka (ndanakidzwa ini) Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy (ndanakidzwa ini) Panosangana Sly na Sunshine maOne (ndanakidzwa ini) Makore atadarika ese akapera vachibaka "tichinakidzwa" Pano pakika-kika kuita kunge La Liga Tich chibata Abidza Pabvira papisa panenge pakwenya machisa Pari hot kunge geyser Man'ono vapinda three three kunge adida Dhanzi rabva ranakidza varikuti five star vese vakundibigga Ndatora chimuti ndatiza Kungoshaikwa kwangu iminus Chokwadi vanochiziva ava Tynash Kuti Sly ndi Ranger kunge Texas Parizvino hatina nguva saka Ngaibake Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka (ndanakidzwa ini) Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy (ndanakidzwa ini) Panosangana Sly na Sunshine maOne (ndanakidzwa ini) Makore atadarika ese akapera vachibaka "tichinakidzwa"
Writer(s): Emegy Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out