album cover
Batai Batai
album cover
Batai Bataiは、アルバム『{albumName}』の一部として2025年6月22日に2224EntertainmentによりリリースされましたBatai Batai - Single
2025年6月22日
レーベル2224Entertainment
言語English
BPM179
メロディック度
アコースティック度
ヴァランス
ダンサビリティ
エネルギー

歌詞

Oh, oh, oh, oh, Oskid Production
Ketai vakomana honai mwana uyo
Wamboona here staera yacho yakarohwa
Gaya uri munda wako uriwe urikurima
Haiwa kune mamwe mabhebhi akaipa
Mimwe miriwo haitomboda kubikwa
Waita luck bhebhi neni wawanikwa
Batai Batai Batai mwana ane mafaivha
Torai mwana uyo anotoda magayi
Tarisa hona munhu wese arikugaira
Vamwe pachikona vakatogarira
Honaka miridzo yaridzwa pa town
Mwana anopfuura nepana 4th
Achiflota kunge boat step yake
Kunge abva ku abroad
Type isiri yekufamba mu road
Uyu ndiye mwana anoziva God
Staera yangu inotora mabhebhi
Ma shades angu anotora
Mabhebhi kana bhutsu dzangu
Dzinotora mabhebhi
Staera yangu inotora mabhebhi
Tisu tisu tisu tine pattern isu tinenge
Levels na Fantan torova ngoma kunge
Buju Banton bhebhi ndirikuuya kuma 7
7 Ndimirire pa 7eleven ndirikuuya
Ikoko nana Beven hanzi kune mabhebhi
Ma Asian tirikushuta video nana Ellen
Ehee ehee
Staera yangu inotora mabhebhi
Ma shades angu anotora
Mabhebhi kana bhutsu dzangu
Dzinotora mabhebhi
Ketai vakomana honai mwana uyo
Wamboona here staera yacho yakarohwa
Gaya uri munda wako uriwe urikurima
Haiwa kune mamwe mabhebhi akaipa
Mimwe miriwo haitomboda kubikwa
Waita luck bhebhi neni wawanikwa
Batai Batai Batai mwana ane mafaivha
Gaya uri munda wako uriwe urikurima
Mimwe miriwo haitomboda kubikwa
Wamboona here staera yacho yakarohwa
Yakarohwa
Written by: Lloyd Charles Muponda
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...