album cover
Bhatiri
album cover
Bhatiri은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2019년 12월 31일일에 Vigilance Music에서 발매되었습니다.Njema
앨범Njema
Released2019년 12월 31일
라벨Vigilance Music
언어English
BPM106
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지

가사

Gafa Gafa
Gafa zvekare
Vanoda kundimisa zvandinoita (no, no, no, no, no)
Hakuna kundityisa kwamunoita
Oskid
Ndine kapower power
Kapower kari mandiri
Ini ndine kapower power
Kapower kari mandiri
Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker)
Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker)
Ndinenge
Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker)
Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker)
Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho)
Vokoshiwa kuti ndiri Gafa
Honaka
Munhu wese ane power rake
Ane zuva, ane ma awa ake
Kana newe une power rako
Vimba nezvauri moyo ndo kirawa rako
Muhupenyu mune maseason
Kuchanaya kuchapisa, zvine reason
Usingakwanise moto we oven
Mhama vakanditi tamba kure ne kitchen
Coz mulife uchasangana nevanhu
Vachauya vokurimira muganhu
Vasingade uone chimwe chikamu
Saka mira zvine hudzamu
Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker)
Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker)
Ndinenge
Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker)
Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker)
Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho)
Vokoshiwa kuti ndiri Gafa
Manje
Ndine kapower power
Kapower kari mandiri
Ini ndine kapower power
Kapower kari mandiri
Life haimirire kusparker nekuti vavengi vakavhura maziso
Happy yacho kana mari haitenge panapa ndozviripo
Nhasi izuva rangu ndiri ku charger (charger, charger)
Voda kuona guva rangu vondi judger (judger, judger)
Pandionenda mberi ndigadzirei mbuva yangu Judger
Zvevanhu handichadya vangazondibatira musadza
Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker)
Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker)
Ndinenge
Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker)
Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker)
Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho)
Vokoshiwa kuti ndiri Gafa
Written by: Wallace Chirumiko
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...