유사한 곡
크레딧
실연 아티스트
Kae Chaps
실연자
작곡 및 작사
Kudakwashe Chapepa
작곡가
Mcdonald Sheldon
작곡가
프로덕션 및 엔지니어링
Kanaboy
프로듀서
Dj Futronic
믹싱 엔지니어
Sir Rodman
믹싱 엔지니어
가사
Kana boy
Mmm hmmm mmm
Ndakafamba matunhu akawanda
Ndichitsvaga rudo zvichindiramba
Ndenge ndave pedyo nekuzviramba
Wakauya ukadzikamisa hana
Mhoro bhebhi, unonzani?
Wakanyemwerera ndikabva ndatenda Mwari
Ndikaziva kuti wakabira zvechokwadi
Chandaingoda kukupa rudo rwechokwadi
Fast forward, hona zvino wakundiganzira
Manyepo ese avataura wakukabira
Ndaedza kutsanangura hazvichabatsira
Kutsanangura auchahwisisa
Hona chese chandareva wakuchipikisa
Ndiani arikukunyepera, imbonditipira?
Ndaedza kutsanangura hazvichabatsira
Kutsanangura hauchahwisisa
Zvino ukandiramba ndosara ndichifunga iwe
Kudzika haridzike iwe, hazvina hutano
Hazvina hutano
Iwe ukandibuka ndosara ndichifunga iwe
Misodzi pamatama iwe, hazvina hutano
Hazvina hutano
Saka huyaka tingotaurirana rana
Dziyedze kuumba ramangwana baby
(Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya)
Ndati huyaka tingotaurirana rana
Dziyedze kuumba ramangwana baby
(Usateedzere vemakuhwa aya, yeah, usateedzere vemakuhwa aya)
Pawakatanga kutamba nana Mutsa
Remember zvandakakuudza
Ukawanza mashamwari uchandiramba
Zvino wandipandukira chopaz
Wawa nekamwe kaku loser focus
Rudo rwacho rwarwe bogaz
Unondinyima ndine hon'az
Shaa usazoterera makuhwa aya
Ukangodaro rudo varwuuraya
Zvimwe zvavanokuudza uuu aya
Hanzi ndirikukutambisira nguva yako
Usazoterera nyaya dzana Clive
Dzekuti vakandiona ndiri live
Ndine chibhebhi chainditambira majive
Ndobva vandirecorder imi guys
Zvino ukandiramba ndosara ndichifunga iwe
Kudzika haridzike iwe, hazvina hutano, hazvina hutano
Iwe ukandibuka, ndosara ndichifunga iwe
Misodzi pamatama iwe, hazvina hutano, hazvina hutano
Saka huyaka tingotaurirana rana
Tiyedze kuumba ramangwana baby
(Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya)
Ndati huyaka tingotaurirana rana
Tiyedze kuumba ramangwana baby
(Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya)
(Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya)
Kutaurirana, kutaurirana
(Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya)
Writer(s): Kudakwashe Chapepa, Mcdonald Sheldon
Lyrics powered by www.musixmatch.com