album cover

Chechete

1,929World2002
album cover
Chechete은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2002년 1월 1일일에 Universal Music (Pty) Ltd.에서 발매되었습니다.Dhewa's Love Songs
발매일2002년 1월 1일
라벨Universal Music (Pty) Ltd.
BPM133
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지

가사

Chechete iyo pamusoro pegomo, kukwira kwacho kwakaoma ndipeiwo zano ndikwire
Chechete iyo pamusoro pegomo, kukwira kwacho kwakaoma ndipeiwo zano ndikwire
Chechete iwe kamwana akanaka, ndasvikako ndaneta wondipawo mvura yekunwa-zvee
Chechete iwe kamwana akanaka, ndasvikako ndaneta wondipawo mvura yekunwa
Nhengure iyo pamutondo wakaoma ndipeiwo zano vakuru-we ndiwane maipfuriro
Nhengure iyo pamutondo wakaoma ndipeiwo zano vakuru-we ndiwane maipfuriro
Pahombe pahombe pahombe pakaoma, (kana ndasvikako ndaneta wondipawo mvura yekunwa)
Pahombe pahombe pahombe pauri, (ivakawanda vanokuona ndinonzwa hana yangu kurova)
Pahombe pahombe pahombe pauri, (vane mari vanokuona ndinonzwa hana yangu kurova)

I-varipo vachakunetsa mwana iwee, (I-varipo vachakunetsa uvangwariree)
Vane misha yavo vanonetsa mwana iwe, (vana saimba vanonetsa uvangwariree)
Kana matsotsi anonyepa mwana iwe, (kana matsotsi anonyepa uvangwarireee)
I-varipo vachakunetsa mwana iwee, (I-varipo vachakunetsa uvangwariree)
Vane misha yavo vanonetsa mwana iwe, (vana saimba vanonetsa uvangwariree)
Vane mari vanonetsa mwana iwee, (vane mari vanonetsa uvangwariree)
Kana matsotsi anonyepa mwana iwe, (kana matsotsi anonyepa uvangwarireee)
Tichafara tasvikazve kwaurikurekure chechete mwana akanaka, mwana akanakaa akanakanakaa
Tichafara tasvikazve kwaurikurekure chechete mwana akanaka, mwana akanakaa akanakanakaa
Ndiwe iwe kaa iwe ndiwe iwe, watsvora Moyo wangu ndiwe iwe
Ndiwe iwe kaa iwe ndiwe iwe, watsvora hana yangu ndiwe iwe
Ndiwe iwe ndiwe iwe ndiwe iwe, wandimbura Moyo wangu ndiwe iwe
Zvakawoma mukoma wangu zvamwana uyu, aihwa ndagutsikana kuti ndimutore ini
Zvakawoma mukoma wangu zvamwana uyu, aihwa ndagutsikana kuti ndimutore zvangu
Written by: Tongai Moyo

Shazam 꼬리말

언어 선택:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Shazam 팔로우하기

Loading...