album cover
One
251
Hip-Hop/Rap
One은(는) 앨범에 수록된 곡으로 2021년 3월 5일일에 Mukukuzvi Media에서 발매되었습니다.Ghetto2Sabhabha
album cover
발매일2021년 3월 5일
라벨Mukukuzvi Media
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지
BPM107

크레딧

작곡 및 작사
Melusi Chiripowako
Melusi Chiripowako
작사가 겸 작곡가

가사

Murisei sir clatter
Watagwan watagwan
Iih makutaura patwa
Wagwan top shatta
Dakusvika kuMasasa dakupa bag iri kuna rasta
Mira ndikupusher pakuda kaswagga handei nejagwa
Rekwamukoma zuze tongodira fuel tosvika kuMasasa very well
Yeah yeah apa wauya negood idea vhara door sha tkatoenda kuMasasa but ndine mbvunzo ka ndine question yeah yeah
Nderipi babe rine mufesi one
Upi mufesi ane chibabe one
Hongu munhukadzi ane murume one asi ndeupi murume ane mukadzi one
Kana wabata point yangu katori kaone pinda mudzimba ndeipi couple ine mwana one
So far pamubvunzo four papindurwa one ende ndpwandatanga kubvunza uri panumber one
Kumaths towana two ta Adder one plus one asi tikamultiplier panongobuda one
Kubva kuprimary ndaitora manumber one ndikangoita number two ndorubber ndoisaone
Musikanzwa ndakarega ndave muform one ndakuziva kuti hupenyu ndewangu ndiri one
Asi pandakapihwa key ndaturner twenty one ava maone thousand thousand by one
Sha zvaitika kuma one ndabatwa nmukadzi wemunhu ndikapinda pama one
You are very funny you play with another man's wife unopinda pama one
Written by: Melusi Chiripowako
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...