album cover
Chubvu
10,201
World
Chubvu은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2007년 1월 1일일에 Universal Music (Pty) Ltd.에서 발매되었습니다.Pinda Panyanga
album cover
발매일2007년 1월 1일
라벨Universal Music (Pty) Ltd.
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지
BPM127

가사

Hona iwe ndakakutumira shoko, (uchava neni mukupera kwegore rino here)
Hona iwe ndakakutumira shoko, (uchava neni mukupera kwegore rino here iweweee)
Inga wani ndakanyora tsamba, (uchave neni mukupera kwegore rino here iweweeee)
Inga wani ndakanyora foni, (uchave neni mukupera kwegore rino here iweweeee)
Vanonoka wareva chimwe changu iwe, (mushano ndewako mukurara ndirota tiri tese wani)
Vanonoka wareva dhiya wangu iwe, (mushano ndewako mukurara ndirota tave nemwana)
Irooo dziva rerudo iro, (chubvu ndinowira nemusoro, kana nyoka mhenyu ndinosva ndaicheka ndikatora moyo wayo ndikupe iweweee)

Vemakuhwa vakawanda dhiya wangu, vakareva nezvako iwe usaore moyo

Vemapapa vakawanda dhiya wangu, vakanyora nezvako iwe usaore moyo

Hona iwe ndakakutumire shoko, (uchava neni mukupera kwegore rino here)
Inga wani ndakanyora tsamba, (uchave neni mukupera kwegore rino here iweweeee)
Vanonoka wareva chimwe changu iwe, (mushano ndewako mukurara ndirota tiri tese wani)
Vanonoka wareva dhiya wangu iwe, (mushano ndewako mukurara ndirota tave nemwana)
Irooo dziva rerudo iro, (chubvu ndinowira nemusoro, kana nyoka mhenyu ndikasva ndaicheka ndikatora moyo wayo ndikupe iweweee)
Irooo dziva rerudo iro, (chubvu ndinowira nemusoro, kana nyoka mhenyu ndikasva ndaicheka ndikatora moyo wayo ndikupe iweweee)
Vemakuhwa vakawanda dhiya wangu, vakareva nezvako iwe usaore moyo
Vemakuhwa vakawanda dhiya wangu, vakareva nezvako iwe usaore moyo
Vemapapa vakawanda dhiya wangu, vakanyora nezvako iwe usaore moyo
Vemapapa vakawanda dhiya wangu, vakanyora nezvako iwe usaore moyo
Vemakuhwa vakawanda dhiya wangu, vakareva nezvako iwe usaore moyo
Vemakuhwa vakawanda dhiya wangu, vakareva nezvako iwe usaore moyo
Vemapapa vakawanda dhiya wangu, vakanyora nezvako iwe usaore moyo
Vemapapa vakawanda dhiya wangu, vakanyora nezvako iwe usaore moyo
Ini ndinoti Dhewa vakorinde vangu, iwe uchiti Dhewa i-number one

Written by: Tongai Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...