가사

Tytie Di Boss Kiti Taaa Pandinomuka mangwanani eh Ndoshuwira kukutsvoda ndokubvunzawo kanjani Ndiwe wega anoziva ekundibaya mabhatani eh Ndafarisa ndatambira ndiwe wega unodya salary yeah Saka ndibate ruoko ndikutenderedze Chivakashure chinodhingura akasara asingazvicherechedze Kwese kwaunoda kuyenda babe ndiudze ndikuperekedze Haiwa ndikuperekedze Wakabatana handingakuregedze Handikusiye haiwa Mwana Wandifungisa kunobvisa mombe mombe Ndasvishingisa kubva muhujaya hee Kana usipo ndingaita rombe rombe Haiwa iwewe Mwana Wandifungisa kunobvisa mombe mombe Ndasvishingisa kubva muhujaya hee Kana usipo ndingaita rombe rombe Haiwa iwe Waita ndiperere Waita ndinyemwerere Ndatadza kuramba ndinyerere Ndatadza kana kuzvibata Unoyevedza mwana iwe eh Ganda rako rakanaka ndati unogeza mwana iwe Chikero wapaza mwana iwe Ndibate ruoko ndikutenderedze Chivakashure chinodhingura akasara asingazvicherechedze Kwese kwaunoda kuyenda babe ndiudze ndikuperekedze Haiwa ndikuperekedze Wakabatana handingakuregedze Handikusiye haiwa Mwana Wandifungisa kunobvisa mombe mombe Ndasvishingisa kubva muhujaya hee Kana usipo ndingaita rombe rombe Haiwa iwewe Mwana Wandifungisa kunobvisa mombe mombe Ndasvishingisa kubva muhujaya hee Kana usipo ndingaita rombe rombe Pandinomuka mangwanani eh Ndoshuwira kukutsvoda ndokubvunzawo kanjani Ndiwe wega anoziva ekundibaya mabhatani eh Ndafarisa ndatambira ndiwe wega unodya salary yeah Saka ndibate ruoko ndikutenderedze Chivakashure chinodhingura akasara asingazvicherechedze Kwese kwaunoda kuyenda babe ndiudze ndikuperekedze Haiwa ndikuperekedze Wakabatana handingakuregedze Handikusiye haiwa Mwana Wandifungisa kunobvisa mombe mombe Ndasvishingisa kubva muhujaya hee Kana usipo ndingaita rombe rombe Haiwa iwewe Haiwa iwewe Kana usipo ndingaita rombe rombe My babe Wandifungisa kunobvisa mombe mombe Heee
Writer(s): Better Madhuyu Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out