album cover
album cover
Chikepe은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2013년 2월 7일일에 Diamond Studios에서 발매되었습니다.Ngingo Ngingo Thunderbolt
Released2013년 2월 7일
라벨Diamond Studios
언어English
BPM129
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지

가사

Kana masvika mahombe kombe vakomana imi
Endai monovaudze chokwadi
Kuti sei isusu takaparadzana
Zvakakonzerwa nei
Musandovanyepera vaudze idi vagoziva
Kana masvika mahombe kombe vakomana imi
Endai monovaudze chokwadi
Kuti sei isusu takaparadzana
Zvakakonzerwa nei
Musandovanyepera vaudze idi vagoziva
Paya paya pavanosvetuka muchikepe
Pane chimwe chete chamusina kutarira
Kuti taive pakati pakati pegungwa
Tarirai gungwa iri rakatsamwa
Muchashambira here kusvika mahombekombe vakomana
Ndonzwa hurombo nemi
Paya pavakasvetuka kubva muchikepe
Pane chimwe chete chamusina kutarira
Kuti taive pakati pakati pegungwa
Tarirai gungwa iri rakatsamwa
Muchashambira here kusvika mahombekombe vakomana
Ndonzwa hurombo nemi
Sezvo nzara nehutano zvopikisana
Tarirai gungwa iri rakatsamwa iri
Muchashambira here kusvika mahombekombe vakomana
Ndonzwa hurombo nemi
Maiwe nhamoyo mugungwamo
Chava chamunyurududu nenjuzu
Chava chamunyurududu nemvuwu
Chava chamunyurududu nemakarwe
Chava chamunyurududu nezvikara zvegungwa
Chava chamunyurududu nenzara vakomana
Ndonzwa hurombo nemi
Mbwende dzinodududza kana rwendo rwaoma
Zvino iyi ndoinonzi 'chawagona hapana'
From the hot pan into- ha-ha-ha-ha
Kana masvika mahombekombe vakomana
Endai monovaudza chokwadi
Kuti sei isusu takaparadzana
Zvakakonzerwa nei
Usandovanyepera vaudze idi vagoziva
Paya pamakasvetuka kubva muchikepe
Pane chimwe chete chamusina kutarira
Kuti taive pakati pakati pegungwa
Tarirai gungwa iri rakatsamwa iri
Muchashambira here kusvika mahombekombe vakomana
Ndonzwa hurombo imi
Sezvo nzara nehutano zvopikisana
Tarirai gungwa iri rakatsamwa iri
Muchashambira here kusvika mahombekombe vakomana
Ndonzwa hurombo ini
Maiwe nhamoyo mugungwamo
Chava chamunyurududu nenjuzu
Chava chamunyurududu nemvuwu
Chava chamunyurududu nemakarwe
Chava chamunyurududu nezvikara zvegungwa
Chava chamunyurududu nenzara vakomana
Ndonzwa hurombo imi
Watchout
Written by: RR
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...