유사한 곡
크레딧
실연 아티스트
Oliver “Tuku” Mtukudzi
실연자
작곡 및 작사
Oliver “Tuku” Mtukudzi
송라이터
가사
Mamuramba
Mamuramba wangu, mamuramba
Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba
Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba
Mamuramba wangu, mamuramba
Mamuramba wangu, mamuramba
Ko nhai atete ndiyeyu wandada, kumuramba?
Ko nhai asekuru ndiyeyuka wandada, mamuramba?
Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba
Muroora kushinga kuita madanha, mamuramba
Hunzi anemusana murefu, aika
Hunzi kwaanobva kune ngozi
Hunzi ndoochii chitsvukutsvuku, kumuramba
Hunzi wakawanepi katematema, mamuramba
Ndomuwanepi ane ndoro chena, mamuramba?
Ndomuwanepi ane ndoro chena woye wona, kumuramba?
Ko nhai asekuru ndiyeyuka wandada, mamuramba?
Ko nhai atete ndiyeyu wandada, kumuramba?
Ndomuwanepi ane ndoro chena ko mai?
Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba
Ndomuwanepi ane ndoro chena?
Ndomuwanepi ane ndoro chena woye wona?
Ndomuwanepi ane ndoro chena herengende hee mkoma?

Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com