가사

Oh Oh Oh Oh Oh yes Ah Ndiripano Mwariwe, ah Munondiona Mwariwe Ndioneiwo Ndioneiwo Apo Pamunorangarira vanhu venyu Tangai neni Imbo tangai neni Apo Pamunoshanyira vana venyu Imbotangai neni Ishe Ko paye Pamuno promoter vanhu venyu Tangai neni Imbo tangai neni Mambo Apo Pamunokomborera vanhu venyu Imbo tangai neni Ishe C'mon hold yourself like this Lift up your hands and say Tangai (hey) neni Mugopedzawo neni Mwariwe Tangai neni Mwari wangu Tangai neni Ishe C'mon Ruth Inzwai kuchema kwangu Tererai munyengetero wangu oh Ndinodana kwamuri Ndimi moga mune mhinduro oh Chimbotangai neni Ishe Mwari Iko kutenda ndinako Kushoko renyu Saka Ndioneiwo Mwari Hey Ndioneiwo Mwari Honaiwo kutenda kwandinako Imbotangai neni Ishe Oh ndakafara Mwari Kuti ma next door makavaitira Zvino wave mukana wangu Hey, hey Hey, hey, hey Ndioneiwo Ndioneiwo Haaa Ndioneiwo Mwari Hey, hey Ndioneiwo Mwari Ndioneiwo Tangai neni Ishe Mwariwe Tangai neni Mwari wangu Mugopedzawo neni Mirai neniwo Mirai neni Mwari wangu Tangai neni Ishe Neni yeah Mwariwe Tangai neni Mwari wangu Mugopedzawo neni Mirai neniwo Mirai neni Mwari wangu Tangai neni Ishe Let's pray Everybody say Ndiwo munamato wangu kwamuri Hey Ndioneiwo Ndioneiwo Mwari Ndioneiwo Mwari Ndagadzirira kugamuchira Kwamuri Mwari ndinogamuchira Let me see you c'mon Let me see you c'mon Makomborero angu ose Mwari ndinogamuchira Minana Minana Minana yangu Mwari ndinogamuchira Ndogamuchira Ndogamuchira Mwari ndinogamuchira Zvese zvangu Zvazuro, zvanhasi Namangwana Mwari ndinogamuchira (Hooo) Rugare iye iye iye Mwari ndinogamuchira Mwari ndinogamuchira Mwari ndinogamuchira Mwari ndinogamuchira Ndogamuchira Ndogamuchira Mwari ndinogamuchira Tangai neni Ishe Tangai neni (Oh) Neni Neni I receive I receive I receive Haiwa, ndioneiwo Mwari Nditariseiwo Mwari Eh Ndigamuchidzeiwo Mwari Haiwa Chimbotangaiwo neni I will testify Haha I will testify Hahaha Of Your goodness Of Your mercy Aiwa, ndioneiwo Mwari Nditariseiwo Mwari Ah Imbotangai neni Ishe Oh C'mon, c'mon Raise that sound, raise that sound Raise that sound Yeah! He's starting with you He's starting with you He's starting with you He's doing it, he's doing it He's doing it Hey Ndioneiwo Mwari Hey Ndioneiwo Mwari Hey Ndioneiwo Mwari Hey Ndioneiwo Mwari Hey Ndioneiwo Mwari Hey Ndioneiwo Mwari Yeah Ndioneiwo Oh Oh Oh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out