album cover
Usatye
album cover
Usatye은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2024년 3월 13일일에 Versatility Life Entertainment에서 발매되었습니다.Usatye - Single
2024년 3월 13일
라벨Versatility Life Entertainment
언어English
BPM100
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지

뮤직 비디오

뮤직 비디오

가사

Oh yah yah
Oh yah
Watch how Di Don do it
Zvimwe hausati wapora
Wawakasiyana naye akakutyora
Moyo wako
Nekuti hausi kundiona
Urikufunga takafanana urikuona horror
Oh yah
My baby
One hand pabhaibheri
Rimwe riri pachest and i don't wanna lie
Ndichaita mubhilivhe ini pandokuudza kuti ndinokudai
Uchiri neronda mumoyo
Uchirikugunun'una
Uchiri neronda mumoyo
Asi mudiwa
Usatye
Gara nepapa dhiya
Ndichakuda zvekudaro
Vese vachazviziva
Usatye
Nyangwe vakabata mbiya
Takachengetwa naMwarii
Saka usatityira
Come inah mi arms ugogara urimo
Ndoda kukupa good love(love)
Pinda mumoyo mangu ubhare four
Ko ndiwe muridzi wacho(wacho)
Ndoda ugokanganwa zvese
Zvawakaitwa kumashure
Ndoda undipinzire pese
Pandinoenda kure
Nekuti
Uchiri neronda mumoyo
Uchirikugunun'una
Uchiri neronda mumoyo
Asi mudiwa
Usatye
Gara nepapa dhiya
Ndichakuda zvekudaro
Vese vachazviziva
Usatye
Nyangwe vakabata mbiya
Takachengetwa naMwarii
Saka usatityira
Usatye
Gara nepapa dhiya
Ndichakuda zvekudaro
Vese vachazviziva
Usatye
Nyangwe vakabata mbiya
Takachengetwa naMwarii
Saka usatityira
Oh yah
You see me
Written by: Shawn Marshal Konikere
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...