Do That
6,693
Hip-Hop/Rap
Do That은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2025년 7월 10일일에 Octie에서 발매되었습니다.Do That - Single
가장 인기 있는지난 7일
01:10 - 01:15
Do That은(는) 지난 주에 약 1 분 and 10 초 시점에에 가장 많이 검색된 곡입니다.
00:00
00:25
00:45
01:10
01:25
01:35
01:50
02:20
00:00
02:31
가사
I got some issues,
That need straightening
Got tuma beef nyana
That need lengthening
Vanhu imbwende certainly
I mean it gee
Actually, wandikwereta you can't
Be out here fattening
Wakati uda kundiblocker
Then do that
Mungori veloud hapana action
And we knew that
Munotondida zvandoziva
And I can prove that
Kana taimover ndikakujamba
Sorry you blew that
Makati makuita zve life yenyu
Then do that
Hamunyatsoziye zvakawanda
Don't school us
In fact muri dumb
Zvakabatwa muri ma scholars
Mahure, sbeve nezvimbavha zviri
Jealous
Hanzi chii
Block and delete mune data here
Shaa ndane mhasuru
Lets meet ukukwata here
Did that humble shit for a second
Hamusvotwe here
Back to my pride and fists
Tichaona kuti hamugute here
Muchurch umo, yamurai vatadzi vose
Due process, kamurai feve dzose
Ku pulpit, praise and worship ine mipengo
Pane ati haa, ndanzwa hwema hwe nhe
Ngoo
***Chorus
Wakati uda kundiblocker
Then do that
Mungori veloud hapana action
And we knew that
Munotondida zvandoziva
And I can prove that
Kana taimover ndikakujamba
Sorry you blew that
Makati makuita zve life yenyu
Then do that
Hamunyatsoziye zvakawanda
Don't school us
In fact muri dumb
Zvakabatwa muri ma scholars
Mahure, sbeve nezvimbavha zviri
Jealous
Ambori mangani ma demon ama caster
Every Sunday muchititsiura nemuromo unotsvoda pastor
Ma decon etsava, anoketa taste ye namaqua
Nemusoro
Vesangano vachibvisirana mbatya
Judgai status, musatiparidzira
Infact, muter'i status, zvichinyadzisira
Deleta number its not like dzinoshamisira
Don't bother to tell, its not like ndinoshamisika
Usatifananidze bro we ain't similar
Hatinete nekufunga kunoku its kinda regular
Dzikamai sis hamusi popular
Kupenga hakuna formula but makuzotigumbura
Man just do it when you say that you're coming off
Team it up
Else you fall together like couple dominoes
Aah ndabho, had enough of you stupid lot
In actual fact, infact, f*ck you all
Written by: Prince Marecha


