가사

Hurombo vakomana iwe Hurombo vakomana iwe Hurombo vakomana iwe Hurombo vakomana iwe Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hurombo vakomana iwe Hurombo vakomana iwe Hurombo vakomana iwe Hurombo vakomana iwe Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hona ndiwe wakandiramba Hona wakandirambira hurombo Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare) Hwere iyeye here haheehe (Rega ndisununguke) Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare) Hwere iyeye here haheehe (Rega ndisununguke) Baba vemwana iwe Baba vemwana iwe dzokai Baba vemwana iwe Baba vemwana iwe dzokai Hona ndiwe wakandisiya Hona wakandisiyira hurombo Hona ndiwe wakandisiya Wakandisiyira hurombo Hona ndiwe wakandisiya Wakandisiyira hurombo Hona ndiwe wakandisiya Wakandisiyira hurombo Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare) Hwere iyeye here haheehe (Rega ndisununguke) Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare) Hwere iyeye here haheehe (Rega ndisununguke) Handina mari iwewe Ndiri murombo iwe Handina mari mukadzi wangu Ndiri murombo iwe Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare) Hwere iyeye here haheehe (Rega ndisununguke) Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare) Hwere iyeye here haheehe (Rega ndisununguke) Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare) Hwere iyeye here haheehe (Rega ndisununguke) Hwere iyeye here yeyeye (Rega nditambarare)
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out