album cover
Njuga
album cover
Njuga은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2007년 4월 13일일에 Sheer Sound에서 발매되었습니다.Tsimba Itsoka
2007년 4월 13일
라벨Sheer Sound
BPM119
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지

뮤직 비디오

뮤직 비디오

가사

Dzimwe nguva unozviparira wega
Imwe nhamo unozviparira wega
Kana rufu unozvitsvakira wega
Dzimwe nyaya tinozviparira tega
(Fume njuga yadya mugwandi)
Ungashora aniko? (Inga njuga yadya mugwandi)
Ugonangana naani? (Fume njuga yadya mugwandi)
Iwe ndiwe waigwanda (inga njuga yadya mugwandi)
Apa ndiwe waisora (fume njuga yadya mugwandi)
Hona hurukuro yaenda (inga njuga yadya mugwandi)
Ende wekukuraya waenda (fume njuga yadya mugwandi)
Dzimwe nguva tinozviparira tega
Imwe nhamo unozvitsvakira wega
Kana rufu unozviparira wega, iwe
Dzimwe nyaya unozviwanira wega
(Fume njuga yadya mugwandi)
Ungashora aniko pakadaro? (Inga njuga yadya mugwandi)
Ugonangana naani? (Fume njuga yadya mugwandi)
Apa hurukuro yaenda (inga njuga yadya mugwandi)
Wekukuraya waenda (fume njuga yadya mugwandi)
Wongodzungaira nedenda (inga njuga yadya mugwandi)
Hee kuyaura nenhamo (fume njuga yadya mugwandi)
Pazvairehwa wakaramba (fume njuga yadya mugwandi)
Kukuudza wakaramba (inga njuga yadya mugwandi)
Apa hurukuro yaenda manje (fume njuga yadya mugwandi)
Wekukuraya waenda apa (inga njuga yadya mugwandi)
Wongodzungaira nedenda iwe (fume njuga yadya mugwandi)
Haa kuyaura nenhamo (inga njuga yadya mugwandi)
Pazvairehwa wakaramba (fume njuga yadya mugwandi)
Kukuudza wakaramba (inga njuga yadya mugwandi)
Iwe ndiwe waigwanda, hinde (fume njuga yadya mugwandi)
Iwe ndiwe waisora (inga njuga yadya mugwandi)
Hee, wongodzungaira nedenda iwe (fume njuga yadya mugwandi)
Umm rubatsiro rwaayenda (inga njuga yadya mugwandi)
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...